‘Dhewa’s shoes too big for Peter’

GOSPEL musician Pastor Charles Charamba has urged music fans not to compare young artiste Peter Moyo to his late father Tongai because the two were gifted differently.

Our Correspondents

Charamba has been giving vocal lessons to the Young Igwe, as Peter is affectionately known. Peter was last year turned away from a studio due to a bad voice. Most music critics have argued that the young musician is failing to fill the gap left by his father.

Charamba said it was impossible to have another Tongai in Peter.

“God created people in different ways and if we want to see another Tongai in Peter I think we would be wrong,” said Pastor Charamba.

“Peter is Peter and let us take him as he is. We should not compare him to his father.”

However, Peter depends on a bulk of Tongai’s songs for live shows and it could be difficult to distance him from his father.

Charamba’s remarks came after Peter announced that his first album will be released at the end of this month.

“I was in studio and I am happy that I have managed to record my first album with six tracks, namely Tutsotso, Konzi, Pasi rino, Mushonga mukuru, Mwari Wenyasha and Barika,” he said.

“I would like to thank all those who helped me in coming up with this project. The long time taken to record it was needed to learn and continue setting the standard my father set. This project will show that Utakataka Express is still alive.”

Related Posts

87 Comments

  1. Chiruzevha Chadzoka

    Hapana zvakanoimba kamufana aka, its only that kari over-rated!

    1. Utakataka Express

      IWE siyana naye kana usingamudi

      1. siya naye Peter dai ari mwana wako waisa musapota here vakomana ngatirege kudaro.Uchanyara album yake yabuda Mwari komborerai Peter Moyo izwi iroro ramakamupa ngariimbe zvodakadza munyadzise vavengi nevanoshora.

    2. Peter Moyo is not and I repeat is not a musician period. Ngaarege kuhwanda nekuti voice this and that. Nyaya iripo haasi muiimbi. A good example there are musicians who excelled with very poor voices like superstar TUKU and legendary THOMAS MAPFUMO. Ko kuzoti the late MASHAKADA. He must persue his own talent before its too late. Imi ma reporters ndimi munomukoresa musingamuudze chokwadi. Atori mutuvi pamukaka wakakora.

  2. Kutevera tsoka kwakangochipa asi ukazonzi tungamira Inoita Hondo.

  3. lets wait cee.keep on ,wat u doing e best mfana.

  4. Haa Peter ngaasiyane nazvo zvekuimba izvi,better aiite fish bonga zvake!Anehutsi n ane papazi futi nxa!

  5. WILLARD MUBVUMBI

    Most late musicians sons and daughters are mere pretenders when it comes to the production of high quality market offerings. Only the Chimbetus are doing very well.

  6. regai mwana aimbe zvaanogona kana musingaide music yake musatenge haisi mhosva pliz more over mari yacho haasi kupemha pfutsek mhani!!!

  7. Morgan is More

    Mafruits ari kuita nyaya ari mubasket
    AVOCADO- ini ndakafanana nemsoro
    wemunhu ORANGE- ini ndakafanana nezamu
    remukadzi BANANA- mashaya nyaya dzekutaura
    here……

    1. @ Morgan
      Maiweeee kani wazondipedza!!!!!!!!

    2. aaaahhhhhhhhhhhhhhhhhhhh

    3. iro banana kunyara kutaura ungati harina misikanzwa.ndiro mbiti chaiyo kudarika maavo nemaorange aya.

  8. ko ratadzawo here kutaura iro banana racho kuti rakafanana neyiwo nhai…

  9. unoti haagone iwe utori hwindi haunyari tibvire kumhepo.

  10. thats a good one morgan

  11. Thax Charamba fo such kind words.Let’s give him a chance Peter.Pple are already saying haagone kunge aburitsa album.

  12. Peter sorry,your father had the passion to farm,not you,find your own passion and pursue it.sorry, passion to sing.

  13. peter muchina muhombe urikuda service chete ko baba vake akatangirawo kwaDembo wani.

  14. Vanamai musape varume vana vasiri vavo

    1. You’ve made my day!! kkkkkkkkkkkkkkkk pamwe mwana wemutambi webhora ……… kkkkkkk

  15. munhu gaapiwe chance in life its to early for us to say he is not good .He is going to be perfect coz hapana akabho tanga achigona munhu ano dzidza.he is good .

  16. Supporter is right guyz, let Peter do wat he knows ok .look here Dembo Leornard’s music was correctly done by Tongai Moyo, his children cant do it and another example Machanic Manyeruke is a gospel musician but wats his son doing, so let us not compare like wat Charamba has said.

  17. haa ini was a big fan ya tongai but this peter cant fit in his fathers shoes kunyanya voice charamba u are right let him to be his own,sulumani is the only akazvigona.

  18. Dewa muchima muwombe..hapana munhu angafananidzwa na Tongai.

  19. Ko Pastor vakusungura futi zvadiiko nhai mufundisi

  20. Hey siyai mwana akadaro chakubatai chii,mutsaizve tongai wacho kana muchida kunzwa iye haaa nxaaaaa

  21. Zeniel Chinjiva

    Akakora mufana uyo musiyei imi chii chamunogona

  22. Munoti hagone asatiaburitsa rake album mazviwanapapi zvamurikutaura izvozvo

  23. chero mapatya chaiwo anotosiyana. Photocopy neoriginal zvinotosiyana ndosaka pachishandiswa vara rekuti – fananidzo.

  24. vaimbi vakapera kufa vakomana.hatichina vaimbi muzimbabwe kwangosara Tuku na Mukanya chete.vamwe vese avo ishungu chete

    1. Mugove watsomba

      Handiti zhakata makapondera musaga nechimusangano chenyu

  25. phunyu mushina muhombe

  26. Eddie kana uchiti kwasara Tuku na Mukanya ko Macheso chiiko

  27. @morgan, dats a nyc 1.u hv made my day.thanx

  28. Kikiki ah,hanzi musapa varume vana vasiri vavo..ndo parable ka iyi.anywe,mupeiwo dariro peter uyu.

    1. Some of you just pass these comments and yet you have never been to any show staged by PETER. I have watched him and he has potential. In terms of composition of the songs (I have listened to them at his shows) he is far much original than his father who borrowed heavily from Dembo and Koffi. I agree with Pastor Charamba, give the young man a chance.

      Hate Macheso or what the guy is a genius and its fact.

      1. i agree with yu the albulm is gud guys that young man have got potential.

  29. Peter zvokuimba zvinomukunda,ko zvakaipei akambozama zvake cricket

    1. Wataura chinonzi chokwadi. Peter ngaamboita doorman kana dancer kana maybe backing vocalist. Anoda kuti from nowhere otora nyanga. Ivo baba charamba vadii kumutora ku PRAISE AND WORSHIP yekuchurch kwavo.

  30. Reporter na editor tinyareiwo panyaya yaPETER.u want to destroy his work hee..?be objective when report.we knw u are at work bt thats not that news that we want to hear.learn to write positive issues.album ra peter is not yet out but u are at it writing nonsense.be mature iwe reporter.wandibhowa.hapana chitswa chauri kutiudza.peter is good.stop damaging his work mr reporter.mayb u want to chase us away frm newsday.

  31. medion kasvatutsashure

    Let him take his time . i urge him to compose his own good songs like what Sulu has done. i think he will make it .

  32. Sulumani has shown us that it can be done, taking his fathers music to another level. kuvharisa nyika yese kana anaMacheso hatichavanzwe……so let’s give Peter more time just like Sulu he will shine

  33. Peter ishasha iyo, let’s support him fully ane potential mfana iyeye. ngatimire titange tanzwa new album rake kwete kungotaura zvamafunga

  34. peter muchina muhombe chinunguna changu mfana anoridza hake iyeye just attend any of his shows then you will swaloow yo words.Utakataka forever toita basaaa

  35. Spread Butter

    ko iro banana, roti kubhenda se nyoka

  36. Utakataka Express

    On behalf of Utakataka regai nditi nyaya yurater Peter siirai isu wani Baba Charamba wataura kti Peter haasi Tongai.Ini ndinoti Dhewa wakorinde wangu the whole Utakataka family ichiti Dhewa inumber1 Major murefu andVenus wachiti dhewa inumber 1 zvakare.we wil rally behind the young Igwee

  37. I thnk peter mst start all his songs achiti ndimi munondipawo manyawi iwawa…..negodo renyu…. vanondiseka……. vanondishora……Peter muchina muhombeeeeeee, U rmbr e song yamdhara wacho! Wega unomaziwa masystem acho. Toita basa ,,,tolikaaaa na Peter.Repota naEditor musanyeperwe Peter tinomuda zvakadaro

  38. aiwa tiregei zvedu munoda kuti peter agone kuimba kuti anenge afanana nani, baba vacho raingovewo danda zvaro, kungofanana pride kunge vane zvinhu- hapana hapana!

  39. Siyayi mwana,same same zvamaiita Tryson matofo evanhu,vana vanogona ava,hamunyare

  40. Leave the igwe alone you people,why are u so jealousy?.

  41. Plz leave the IGWE,muchina weUTAKATAKA EXP mukuru.reporter ibasa rako rekutapa nhau…uchinyora nyora kvapa nyaya.write whatevr nonsense u want but us the supporters of Dhewa will pass the verdict.did u realise macheso’s talent and grip vanishd wth DHEWA’s death??reporter smell the coffee.haunyare kusimbirira tarenda remwana??forward wth Young Igwe..i lv that music.IGWE for life

  42. I love utakataka and peter, u have my support.your father went thru worse criticism at the hands of these parasites.im happy u r not begging,two years afta dhewas death,hausi kubira munhu.u r fighting th odds and u r doing well.u hav kept th band intact amidst challenges.I will wait to buy th original cd not th ones which some hypocrites attacking u here will buy.they will pirate yo disk and still say uri rombe.Utakataka fo life.see u kwa Phiri mafana.u r guaranteed my support.

  43. I know these journalists.they come to our live shows,demand free entry into shows,demand free drinks and threaten bad publicity if we dont conform.in one show,panopinda 20 journalists for free,mapurisa, ma CID,CIO all for free.half th people in th show dont pay.yet we hav costs to pay.our disks are pirated and we make very little sales,tatambura coz magitare ndiwo matarenda edu.

  44. Anokuda anokuda wakadaro peter.ivo varikutuka kwenyu makaiteiwo?go hang.

  45. Nyorawo zvekupera kwa macheso.

  46. peter z genius and talented. To al who critisize l bet u hv never done anything successfully bt to c and comment badly on other people’s bussiness he z n the bussines and logical pple wish hm the best

    1. Pakuzoti genius apa wnyepa. Do u know the meaning of genius?

  47. when u hear peter talking unoti dhewa amuka.hepo pakuimba idiscord.ndakamunzwa pasong yatryson haaaa ma1

  48. tawanda chateuka kepekepe 4lyfe

    DHEWA MUCHINA MUHOMBE HANDENAYO PETER , SIYANA NAVO HAVANA NYAYA AVA

  49. I have never been to the media school but I personally believe beyond reasonable doubt that journalist must be objective in their reporting but to me I don’t see the objective here urikusvora peter but album racho harisati rabuda so whats that and these are the same guys who put food on your table yu are busy de campaigning them. Tichatadza kuverenga kapepa kenyu ikaka. Keep on with gud work Peter yu are even better than yo Father, dnt let their comments derail your efforts.

  50. Mugove watsomba

    Peter achakura ko bob nyabinde akazogona akura wani

  51. WILLARD MUBVUMBI

    Ne internet iyi vamwe vanhu hamucharare. Kikiki…madzimai arimunzara chokwadi. Murume kusvika kuma 1 am posting comments. Ah?!

  52. Ramba wakashinga chikomana zvichanaka

  53. peter is good guys have taken my time to listen to his new stuff ,music z just good.ngatirege kupedza nguva tichimunyeya nokuti nguva iyoyo arikuishandisa kugaya

  54. muchingonyeya vamwe vachironga kkkkkk

  55. Pachihure apa ndipo pari kumuitisa discord.

  56. position position sele…..akasawanza madrezi zvinoita

  57. Munhu wemurume haadaro chikomana iwe zvomovidza zuva muchingonyeya…….Long live yng Igweeeeeee.You a tryng yng man keep on u will make it.

  58. no wonder why MASIKIRI akaimba bid five hapasisina……….batsirai mufana Peter akurumidze kubata …..it seems zvirikunetsa

  59. siyai mupfanha vangu

  60. toita izvozvo tsuro kurara manhede kutemba speed hee mufana haagone wanike peter wacho arikutozvambura kasa moto system hererere hereree

  61. Vakiridzo neumbiridzo ivai nenyasha kunaPeter ambokura inguva chete anoita zvakanaka

  62. ko sugar sugar inga anodiwa wani izwi harina basa peter go on l support

  63. uyu ari kutaurawo zvamacheso ashaya basa zvirikupinda papi and macheso is all in all the ambasador kumuda kwako kana kupihwa mari nemamwe maatirst anosupportwa ne mapolititians zvekupenga izvo

  64. Imi munogonei,Peter is good,.album rake racho imboenda kushow kwake unzwe,munoda aite zvamunoda bodo unoita zvake,voice rake is good ende kuma shws kurikuzara,vegodo godokai asi Peter tinaye,teerera song yaSoma unzwe voice rake i keke,venyu vamunoda vakaimba nyemba wani,,Peter usavateerera ita zvaunoda,,vaimbi vavo vane madzimai mangani,zvinhu zvikaoma tinokakata kusvika tasvika tolekaaaa Igweee,imbohwai zvataura nababa charamba

  65. Siyanai nemupfanha uyu! Nyorai zvekupera kwamacheso!

  66. Keep on keeping on Peter , une portential

  67. u dont try to become a musian jus coz yr father was a musian,,,its a matter of talent nt inheritance,,,maybe he shld try soccer kumabhuza otherwyz he z wasting his time.

  68. the fact that sulumani did it does not mean everyone can do it

  69. muregeyi akadaro achagona.asi dai

    amboenda kunaMacheso pamwe angaita zviri nane but so far zvichikure naye zvekuridza.

  70. shinga mfana unosvika kure. Vakawanda vaiti Benjan haagoni bhora asi vakazomuti muhombe avabharira magetsi egore rese, nyika yese. Tht cn happen to u aswel

  71. Zvanzi he was turned away from the studio due to bad voice right ! Hatisu tadaro ipaper and i wont be suprised to hear him singing with mdhara Charamba’s tone nxaaa .

Comments are closed.