In pictures : Dynamos fan beaten up by anti-riot police

A Dynamos FC fan suffered head injuries after he was beaten up by a baton wielding anti-riot police officer at the National Sports Stadium on Saturday.

By Aaron Ufumeli

IMG_7382

In a bid to disperse the fans who were throwing missiles into the pitch, few members of the police had to beat up the Dynamos fans resulting in the fan’s injuries.

IMG_7362

IMG_7377

IMG_7365

IMG_7379

IMG_7369

IMG_7371

42 Comments

  1. WHY POLICE ARE ALWAYS USING THEIR MUSCLES TO SUPPRESS THE COMMUNITY?

  2. ummmmm zvakaoma saka toenda kunani kana zvakadai.

    1. @bhijabasabwe uri dho dhi re mu nhu. Mha ta ya ko sha sha.

  3. That’s the reason whu I no longer go to watch soccer in Zim. Kungopurana chete chete. Nxaaa!

  4. what the Hell?????

    this pains me a lot. Have the people have no rights at all at button wielding police beating pple lyk dogs? who is suppose to protect pple? The police is suppose to uphold the Law and know the law than most and apply it as an example. they do what they want without any consequences and they are not answerable to anyone.

  5. batai munhu, ko munhu achikanda matombo kune vamwe what do u expect.

    1. Anosungwa kwete kurohwa,oenda kucourt kunopiwa mutongo wake, kwete kurobwa nemapurisa nekuti that’s lawlessness. Mapurisa haana kodzero ye kurova vanhu. Basa ravo nderekusunga vanhu vane mhosva.

      1. ava havasi mapurisa ekusunga aya ndee order n peace .panoitika mariots or disorder ndivo vanono mantainer order thru demoralising vanhu or beating idzi ishumba hadziteerere zvichemo zvemhara …ava ndevekurova vanhu kusvika vaita stret havasi vembavha

  6. Before I looked at the draft saying $8464 , I have faith …that…my friends brother was realey earning money parttime on their apple labtop. . there uncle started doing this 4 only about and recently took care of the dept on there appartment and got a gorgeous Lexus LS400 .

    more tips here,.,,,,, work4hour.cᵒm

  7. The police may have been heavy handed but thats the only response that a violent person can pay attention to!! If you become a victim of this stone throwing some day then you will understand why police sometimes have to react this way.

  8. saka zvekuti aikanda matombo kuvanhu hazvina basa. chinebasa kuti sei akazorohwa. that’s why ndichitadza kunzwisisa kuti vanhu vanoda kuti police ishande sei. munhu akabata dombo wonzi svika uchiita wekumbundira womunanzwa. ko dai akauraya vanhu nekukanda matombo ikoko nxaaaaaa problem yenyu ndeyekuti makadzidza stereki.

  9. ma dembare kudyiwa ma decider games vanotoratidzira chete , vanhu vepi vasingade kukundwa ah rega ka hako uone ma last matches de-mbare ne zanu pf same same

  10. Taurai henyu zanu pf nemadembare vamwe chete. Dai zvibvira vairigger. Kkkkkkkk

  11. saka kurohwa zvinoshamisa here, haana kumborohwa uyu,its just nzwisa chete

  12. ndiko kurohwa here ikoko, haana kumborohwa uyu nekamwe sholud have been bashed thoroughly. unokanda matombo kuti zviita seiko nhai.chitororo chisina nebasa rese , nhundiramutsime inorangwa , well done police , do your job without any disturbances. rovai benzi makanyarara imi , mukanzwa anotaurisa futi chaya yena

  13. nxii kurohwa kuita benzi , maromo kurembera. dai vari bvarura musana netsvimbo kuti risazviita futi

  14. Hezvoka ndimi munoti vaMugabe. muchamama nekurohwa

  15. Akanzwa butter dai vakarova ground rese.

  16. its better to beat one hooligan instead of throwing teargas which hurts other innocent fans. Apa police yakagona.

  17. mapurisa basa ravo nderekuchengetedza runyararo, saka ukakanda matombo unokodzera kuchaiwa senyoka yapinda mumba. handimbonzwiri tsitsi vanhu vanoita semhuka esp dembare supporters kana yakundwa

  18. ma dembare are very violent but they got there match nema
    JAPANESSE pa sakubva vakanyarara kuti mwirooooooo
    vabvunze unzwe kana pane anoti pweee

  19. To all those idoits who are condemning the police, its either you are hooligans or thieves and reckless
    street kids who do not value life and peaceful co-existence. To start with, ask the question why throw missiles in the pitch, and if the police do not react with minimum force, what would be the end result of such foolish and savagery behavior from the unruly soccer fan.

    1. these Dembare guys are hooligans but they got their match at sakubva ,ask anyone who was there .Chistinga nejapan (masingles ) taught these guys a lesson.Regai zvipondwe

  20. y not detain a culprit rather than bashing one like that where the human rights groups in zimbabwe or titori varanda

  21. I told you Ma De Mbare,Mucharohwa ne ZPC imi mune nharo chiwonai manje.Asi kana ari ma De Mbare ngaarohwe ma hooligan chaiwo eku Mbare.

    1. Ma hooligan unomaziva iwe

      1. ehe iwayo akadashurwa, akarohwa maromo akarembera

  22. nxaaa kuno ku B F vanotadza kurova vanhu makawana vakapusa huyai kuno ku BF mugadzirirwe size nana tsano ungarova munhu musoro kudaro kuti inyoka here nxaaaaaa

  23. mapurisa aya akuonererwa manje…recently they killed a man in marondera over $10 fine…mow they beating up a man akuzvionera zvake bhora….
    Asiwo isu kana taenda kubhora ngatisafarise….

  24. haaa chkakaura…vanhu vepi…cant yu just behave yorself for a few 90 mins…
    Dai vaenda vambonorova kana kutouraya mahwindi epamabhazi ekublues kumbare….ivavo vanoda kutodamburwa misoro…vanhu vanenge mhuka…
    kill the bomboclats
    salutations to the babylon.

  25. I was hit in the head by a stone by a thrown by a Dembare fan from the vietnam stand during an Africa day match between Caps Utdand Dembare in 1997. I have never attended a soccer match in Zimbabwe since then,and will never do. These hooligans deserve it. Why throw stones at fellow human beings. Mapurisa batai vanhu

  26. iro i holigam zveshuwa tarisa face yacho nemaromo acho, apa richifemeruka radashurwa rough nxaaaa

  27. This brother of our might have been wrong in expressing his anger after the defeat to ZPC but remember an eye for an eye leaves the whole nation blind.

  28. They started it ,they deserved the beating

  29. ZPC woyeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee

  30. Hey pple do yu realy know th purpose of thoz button sticks ???? Mahandcuffs ndoano sungiswa ndururani ,maiziwa??? Thoz officerz can also apply MAXMUM FORCE kana munhu anetsa zvekuto ponda chaizvo kana ukawatangira hondo .they can evn shoot and kill .hiz chapter allows him .tokuvhurira chapter and paragraphy kana zvichikubata stereki. Ko zvekupotsera matombo izvi zvaibva mugwaro ripi????????? Vanhu havasi wekuregerera,dashurai chaizvo . But Zanu yangu nechimdara changu siyanayi nazvo!!! Manzwa???

  31. Both parties are wrong the stone thrower was supposed to be arrested and charged . The Officer took the law unto his own hands he should have used peaceful options to restore order, by using violence the Policeman was correcting a wrong with another wrong.Oftenly the Police is found on the wrong side of the very law which they are supposed to enforce remember the match SA versus ZIM at the same venue where teargas was thrown into the stands resulting in that pandemonium and some dearths.Our Police should emulate their UK counterparts who do not come to watch soccer but to watch the supporters since they are paid for the service

  32. yaa i anti riot police inotshaya haiiendese kucourt munhu wese anoita mvukela anorohwa ozonoseredzera kuma cells

  33. eish loook at him n u see trouble from the looks n his dropped pants frend …guys anti riot police is ther to stop all that not to arest but how they stop it is thru beating the ones involved ..iyi inonzi support unit or mvukela unit iyatshaya

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *