Multimedia: Mixed reactions to mini-skirt march

BUSINESS almost came to a halt in the city centre in Harare on Saturday morning as people stampeded to catch a glimpse of protesters who took to the streets to demonstrate and voice their concerns against touts who harass women in miniskirts, especially at commuter omnibus ranks.

WA

Dubbed “Mini-skirt march”, the demonstration attracted about 200 women dressed mostly in mini-skirts and shorts to protest against the continued harassment of women and girls considered to be “dressed indecently.”

2014-10-04-825

Scores of bemused onlookers could be seen taking pictures and videos of the marchers using their mobile phones and tablets.

In their typical style, rank marshals, commuter omnibus drivers and touts followed the marching ladies. But some could be seen retreating as many of the mini skirt marchers were not dressed to their expectations.

2014-10-04-854

However, others followed to Town House where the marchers later gathered.

But sadly and not surprisingly, touts shouted obscene words and called the women prostitutes. They heckled the women as they boarded commuter omnibuses back to their respective homes, forcing police to intervene.

2014-10-04-835

The march, which was organised by a Women Rights lobby group, Katswe Sistahood, started at Town House before moving to Copacabana and Market Square bus terminuses.

The marchers were carrying different placards with messages criticising touts for harassing women at various bus ranks.

2014-10-04-832

Katswe Sistahood director Talent Jumo said the march was a success as many women joined hands to denounce harassment by touts.

“We seek to reclaim our constitutional right to move freely in an independent country,” she said.

2014-10-04-830

“We are happy that many women joined hands to denounce female harassment by these touts. We denounce the unbearable acts of humiliation and harassment by these touts and rank marshals at different bus terminuses in the country as ladies have the right to dress in any fashion of their choice.”

Cecilia Dengu, who was part of the march, said men should respect the way women chose to dress.

harare-mini-skirt-march-644x322

“We cannot say we have enough freedom when some parts of the city are no- go zones for women. That is unacceptable and must come to an end,” Dengu said. I must not be afraid of dropping off at Copacabana because mahwindi [touts] will harass me, but I must be free to drop off where I want.”

The march was however denounced by some touts.

Watch video below:

Reason Majanga, a rank marshal at Copacabana said they were not going to tolerate women who walk in public places semi-naked.

“We have schoolchildren who come here on their way to and from school. When they see such dressing from their sisters, what will they learn? We whistle and boo them so that the youngsters will know that such type of dressing is not tolerated in public,” he said.

Rueben Kasirori, a tout at Market Square rank, said the police should not have allowed the march to go ahead.

125 Comments

  1. Kusanyara vakadzi vakuru kutokundwawo nemaWhindi acho kufunga kwazvo

    1. issues of bread and butter tsve makutoita zvekuitira march mamini nca

  2. If left alone oneday one will appear in town in bikinis,mapurisa mafuza chaiwo, kurambidza vanhu vaida mabasa kumacha muchibvumira vanhu vari half naked on the streets kutokundwa kufunga nema touts acho amunoshora

  3. Zvozodini?? Why didnt they bring their mothers and mother in laws in mini skirts?? Ndosaka masingle mother achingowanda, ndiani angagare nemukadzi anotoda kufamba nenyika yese asina kupfeka??

    1. You find them kwaMagaya vachiti hatisi kuroorwa, ndiyani anoroora mukadzi anotaridza zvababa panze pese paanofamba.

  4. Ishe chiuyai vanhu vaya vatanga futi

  5. can you publish the pictures please

  6. Admin why is it my comment is not displayd

  7. yes newsday matinyimawo here ma pics
    we want to see the pictures avanhu vai marcher

  8. Ah, shuwa ndozonzi ini go live in zimbabwe where people are so backward! Ko iyo bikini yakaipei? Shuwa people make such a fuss over what someone wears and worse, pama comments acho people seem to support behaviour yema touts vachiti heeee nyika inozotii, heee we have children walkin around so women need to dress appropriately – kujairana chete!

    Ma touts are idiots and all u supporting kuti munhukadzi audzwe what to wear nemiwo mune maproblems that this forum couldn’t even start to fix. Shuwa zimbabwe is just soooo silly!!! Nyaya dzobuda munyika iyo ka ini kana… Garai henyu with your backwardness.

    1. Iwe, gara ikoko, usatombouye kuno and we will NEVER miss you.

    2. Chaunoti kubudirira, kufamba usina kupfeka here nhai mai ? are you not sexually harassing men mentally, you can not tell the difference between decent and indecent it means there is something wrong in your thinking.

    3. tisiye nekusarira kedu.

    4. garai henyu kwenyu ikoko kana mukafamba musina kupfeka kwenyu hatinei nazvo.These are our sisters we are talking about. Ikoko kana mukaita sembwa kufamba musina kupfeka hazvinei itai zvada moyo.

    5. Hatikude kuno ! Wanzwa? Gara kwauri ikoko isu nehunhu hwedu tigare takadaro. Mdzimai ngavapfeke mbatya dzinehunhu kwete kufamba vachiratidza nyika yose zvadya zvavo.
      Vamwe varume vanotoita hupombwe mumoyo yavo vachiona zvakadai vamwewo, seni, tinasemeswa nazvo.

    6. samanyanga Eddie

      The issue here is the police almost murdered people for job demos and yet they let alone minis in less than a month .we all thought it unconsititutional to demonstrate.

    7. Where do you sta Marizhanu were bikinis are worn in the streets. Gara ikoko kuno hatikude. mahwindi akakumirira ukauya wakashama. We are more civilized than you who want to walk naked.

    8. Kuno shava Imwe nyaya asi kana Waguta asakanganwe kwawakabva. Its unbelievable kuti hwindi angait e custodian we culture iwe uchishuwira mabikini awakaona akapfekwa nevaunofunga kuti ndivo vanhu kudarika vakakurerera

    9. Wambonzi nani huya ku Zimbabwe kwacho, very shallow minded, usape excuse yezvinhu zvisina basa iwe wakatiza nyaya dzako ku Zimbabwe. Mirira uzodzokera waisa maruva pa chest, when you will a burden to your mother and father to transport you because zvino ratidza kuti hauna pfungwa saka hauna chauinacho besides ma bikini ivaya.. Nema see thru nema mini skirt.. Zidofo

    10. gara ikoko

  9. Shame on you girls.Of all the problems we face as a country you are worried about being told to dress properly in public THE DEVIL AT WORK

  10. Hatikudi kuno gara ikoko kwauri onward.

  11. To be honest zvakaramba zvichidai mah..e ne ma single mothers achawanda bcos a sane man haagari nezvaive mutwn zviye.no kid can be proud to say there is my mother half naked

  12. If sexy legs are not for sale, why advertise them. These people are indeed prostitutes. They commit sex with many men as they walk in the streets.

    Lord come before many are led astray by these so called “free ladies”
    they want freedom from what? from God.s law? then let them not make many a sinner like them.

  13. nothing wrong about wearing a mini but dzimwe dzacho hadziite dzinoperera padzaka tangira,

  14. dress the way you want to be addressed ny

  15. whilst m of the view that people should be allowed to wear what they want, but honestly Katswe sisterhood, there are more critical issues that have serious sociological and psychological effect on women i.e. Violence Against Women- cases of rape are on the increase, abuse of women in marriage, different types of violence against a woman, corruption at the courts and the sentences given to perpetrators of violence against women. At least you have a choice as a woman.

  16. wadanwa nani ku zimbabwe yedu, keep yo country en we keep ur zimbabwe, hatisekerere zvakadaro

  17. Vanhu vemuZimbabwe takangofanana nemahwindi pakufunga. Chii chinoshamisira pamunhu akazvipfekera mini skirt yake, zvinokubata papi, ndimai vako here vakaipfeka.

    1. Mwana wamai watadza kutonawo zvaonekwa nahwindi, zvareva kuti kuona kwavekutokutambudza chose. Ungati watove worse than hwindi.

  18. Maybe a national dress code would put the case to rest.

    1. you have a point. national dress code ka1

    2. National dress code kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk what will we dress then we man?

  19. we have zore tolerance to mini skirts. Enda kwazvinopfekwa unopfekere ikoko

  20. Taura hako blessed. Ma touts anopenga zvagara, but munhu akakwana unotoona achiti hatidi ma mini heee culture yedu what what… Kutotadza kufunga kwevanhu… Women abuse is women abuse chete, but muzimbabwe, mafungiro evanhu totally suck!!!

    1. I can tell you have no parents and are single…… Not only that but you are on a mission to defile many men as you walk the streets half naked….. and further you are the type that does not accept correction , unteachable uye unemusoro wakaoma. Ndimi mawodza nyika……

    2. Its better kuita mafungiro which totally than to have actions which totally suck sekutoita demo yekuti tinoda kufamba tisina kupfeka!

    3. asi kuabuser varume ndiko kunofadza, why can you not open up a show room to show your thighs to those who want to see them. Why are you considering the whole of Zim to be a bedroom were you have to attract your partner. Its just that you do not understand the damage you are doing to men and also in turn your women folks. In short you are just fuelling women abuse. You think putting on a mini-skirt is modernism yet it is backwardness, it is actually worse than when our fore fathers used to put on nhembe , because they did not have clothes by then. Worse of you can not force us to think and behave like Europeans coz we are not. You think Europeans are the standard of life.

    4. True totally suck kufunga kufamba mu street semi naked, that sucks and really sucks. It is not about culture but to separate animals from people. Kana mombe inombofukidzira nemuswe wani.

  21. MaziMba tichishure, very much kumashure! 21st century tichikubhaizika neMababy akapfeka miniSkirt… Shame!

  22. Mafungiro evanhu totally suck including yours also unless u’re some reprobate animal which is likely….ziva zvekwako ikoko utisiye takadaro

  23. mini skirt haiite chete

  24. Guys I need to understand hwamunoti hunhu.Kare ana mbuya neHanda vamunoti vadzimu vedu vaipfeka sei? Ndiko kwainzi kushama.At the same time ladies pane kupfeka kwekuti ivo even ma fashion designer acho akadzi gadzirira for other occasions and different purposes. Pane hembe dzemu mabhahwa, dinner etc.Saka zveshuwawo ladies kune maminni anogumirawo kudhuze8 nemabvi haana kuipa asi kuzopfeka anoratidza zvidya zvese NO thats wrong. Togara nyika dzinonzi dzine freedom they tolerate kupfeka kwekushama zvirwere zvakazara cause vanhu they get deceived netuchidya tune urwere.Saka inini ine foreign land kunyika yangu yandakabva l support kupfekwa kwaka kwana NO mamini anoratidza tudya mamini ndaagumire kumabvi ndokuti unhu.As l said pane hembe dzisinga pfekwe public vanoti dzipfeka vanenge vane bhachi hombe pamusoro vozopfisa vasvika kwavari kuenda kunga kudinner or bhahwa iwe takarara usina bhachi racho uri mustreet.Plus ana sisi varikunze advice yangu kuna ana sisi vari kuZim musavatedzere.Isu tisu tikuzviona kuno varasa hunhu vanenge vane maNigerians nema Congo vachiita madrugs vachipihwa mari vapedza voisa mapicture paFacebook imi mozviyemura asi pfungwa dzavo hadzi sisiri normal.Saka masister pfekai sevanhu chaivo even dzimba hadziparare.

  25. Kana isu matsola tavakuda kuratidzirawo.

  26. What does Mugabe say about this?

  27. Hwindi chii? Munhuwo zvake ane mweya wetsvina.

  28. Hatitenderi zvakadaro munhukadzi nga respecte muviri wake …kufamba munhu wakashama zvokwadi hazvisi right muedzo iwoyo kune vamwe vanhurume

  29. Uku ndiko kushandiswa manje. Pane akatengerwa mini skirt yake ndokubva ashaya kwekuipfekera akati vasikana ngatiitei march takapfeka ma miniskirt mapurisa ofamba nesu

  30. No no kuma mini skirt, vamwe vakadzi vanotinyadzisa veduweee, zvimwe zvacho zvamunochemera hahaaa tipeiwo maserious! Vamwe kutozochemera mini skirt apa makumbo acho kuti tsvaa kunga akazorwa grease, ayas. So varume venyu vaitokuonai vachitofara kuti mai vari kuratidzira, if so shame on them too, varume vasina backbone! Avo vari kuti handiuyeko kuZim vadaidzwa naniko ndibvunzewo?? Kubva kana kuramba mamini iri backwardness iyi ndaida iyi, inoenderana nemagwaro!

  31. Ahuh no no kumarch dzenyu idzi dzemamini skirt! Mashaya zvekuita here kudziimba nekumabasa vakadzi vakuru? Vamwe vakadzi vanongotinyadzisawo aa vamwe vacho vari kuchemera mamini makumbo kuti tsvaa seakazorwa grease hahahaa. So varume venyu vaitokuonai vachitoti mai vari kuratidzira? If so shame on them too, varumwe vasina backbone! Avo vati hatiuyeko Zim, vambodaidzwa naniko ndibvunzewo hangu. Kana kuramba mamini iri backwardness, haa iyi ndaida hangu inoenderana nemagwaro!

  32. Whr are my comments disappearing to?

  33. Vamwe vakadzi vakuru zvinhu zvavanochemera so ayas, tsvee kugara pasi kufunga paprojects ekuita muwane mari yekuriritira mhuri, busy kufamba nestreet tudya turi panze, tumwe tudya kunga mutsunyarunya vamwe kuti tsvaa kunga vakazorwa grease. So varume venyu vakatoti momukira mustreet mai mwana? If so shame on them hawanawo backbone, kutozozvuzvurudzana netuvana kumusana, sorry hawo vana awa. Avo vati handiuyeko Zim, madaidzwa nani ndimbobvunzewo?? Kana kuramba mamini iri backwardness then iyi ndaida iyi, inoenderana nemagwaro

  34. Real men cannot protect pseudo women. What I have noticed of Zim women is if they are given a nude day they will definitely walk in the nude. Kupfeka havachade. Real men will walk away from these naked women but protect them, no.

  35. Mudzimai chaiye anopfeka zvine hunhu uye zvinoremekedzeka

  36. It reminds me of that Ugandan clip ‘those are not legs they are arms’

  37. Mudzimai chaiye anopfeka zvine hunhu uye zvinoremekedzeka i dont think pavakadzi vese vange vari paroad pane mdzimai

  38. Imi munopenga here? Kwakutowana something to argue about iapa? kuti kwazopfekerwai mini? if achishaya chiremerera then ndiye anochishaya. You cant force people to wear what you want coz wardrobe yake makes you uncomfortable and yet u don’t even know them. and please don’t blame dress code as the reason for an increase in single mothers. Being a single mother is not a curse, it’s just a challenge. And no I am not a single mother, but I have all the respect for single mothers out there varikuchengeta vana vega anababa vane”hunu” vakatiza kare! Tivhure modosier emacommentator arinegative about women’s dressing tinzwe kuti hapwa dzenyu hadzinuwe here nezvamakaviga!!!!

  39. These ladies needs deliverance van0shandiswa naSatan kuchemera marights ekufamba wakashama w0ti uri n0rmal mweya wesvina, kwaakt0 w0na vanhu vakadai vachienda kwaMagaya kun0tsvaga marriage yei muri dasva watasva bhiza repakamba.

  40. Munoti harizi basa imwi, masetsa mukaranga nehubenzi hwenyu daughters of Belial.
    How can you advertise you stupidity and lack of ethics in public? As for you fool that ran away from home gara zvako ikoko vamwe vakazodzoka vatunira mudenga vari mucoffin nenyaya dzepfambi dzemhiri….. Uchadzikama hako

  41. kuti ingaite nyika iyo. wotoona boka remadzimai ehupombwe rotofamba richikwezva varume apa mapurisa vachiperekedza. Rank Marshall Reason votova ivo vanorizona kudarika Katswe….. apa vaTsvangirai voti today kufamba kuratidza kugunun’una nekutambura kweruzhinji mapurisa oti mukafamba tinokurovai. nyika iyi ngaichipera zvayo vanoenda paradiso toinda zvee veKatswe nemapurisa musara henyu coz hamutidako

  42. shuwa zvinonyadzisa chaizvo…..ana mai vakuru kutorasa hunhu mangwana kana murume oenda kana kuti vakushaya anoroora hanzi ndakaroiwa vanhu havadi kundiona ndichifara iwe uchifamba wakashama showing everyone your private parts that are supposed to be seen by your husband…….ende matinydzisa vakadzi isu we are here in Europe but we still know the right things to wear…..koiko kushama ndiko kuchena here? what do you expect us to learn vana venyu kana imi vakuru makudaro? kana vana venyu vavakumitiswa nekurepwa ndimi shasha dzekuenda kumapurisa of which the police is also included in such nonsense, musada kuisa vanhu pamiedzo …we are living in the last days and people are striving to do the right things and yet now you are tempting men, that is 100% prostitution coz you don’t know what the next person will be thinking. mukuda kuonekwa nani with kind of dressing is that if you have a husband he’s more than enough to see your nakedness. Ndiko kusakwana kwamuri kuda kutiitira. Our parents this side are busy making sure that we are dressed properly imi ndopamakuda kushama…..what’s the big deal ne mini skirt…..pfekai zvinhu zvakadzikama dressing can also show who you are and you are now losing your dignity women just because of stupid things. if you don’t have better things to do better stay home than kushamira vanhu
    and if you are desparate for a guy or a husband trust me you won’t find a perfect one wearing those skirts. STOP THAT RUBBISH AND COME BACK TO YOUR SENSES ….zvinonyadzisa mhani

  43. Take take nevakadzi nevakadzi chii nhai. Ko vanhu rume varikutambudza nyika yese hamuvaone. Cum to mzanzi or other neibouring countries you will see kuti taa mu summer they dress for summer etc… Pasi pasi pemoyo muchivada futi vakadzi vacho vene ma mini

    1. Saka Zimbabwe ne mzanzi zvaka fanana here??pfungwa dzakazara ndove yenguruve

  44. tibvirei uko tumbwasungata vanhu vepi chifambai nemanduwe chete kana ma gstreang sezvamunoda kusanyara vakadzi vakuru swe eee

  45. thats the reason touting is illegal in most countries

  46. vasikana naana amai vanofunga kuti zimbabwe yakasarira mune mafungiro akanaka chaizvo asi chinobudirisa nyika sandi kusapfeka asi iinvestment uye dzidzo pamwe ne invention saka imi mungwarire kumutsa mapfupa ambuya nehanda zvikazokuipirai nezvomoda izvi hameno

  47. Ini zvangu ndiri mbavha (tsotsi) next week ini nevamwe vangu tikutoitawo march. Munonetsera chii nhengo dzevarume muroad umu.

  48. Demos are only unconstitutional if they are against Zanu chete.

    In other matters. Ndazoona kuti ma zimbos ari ku supporter muri backward chaizvo. Pfungwa dzenyu nana hwindi ivavo dzinonyatsoenderana chaizvo. Mini yavakapfeka irikuku bata batai payi. Mutiitire mushe apa. So mofamba muchi abuser vakadzi muchiti hehe vanga vakapfeka mini. U’re worse than dogs. Ma single mothers haakonzereswe nema mini let’s be serious, varume vanongotiza ma responsibilities avo kwete zvamurikuda kutinyepera apa. How can u say wakamuwana achipfeka mini wozoshamisika ava kuipfeka urimumba hakuna zvakadaro.

  49. But anywy unotoshaya kuti zviri kufamba sei ma priorities evamwe vanhu akaoma. Instead yekuita march yekuti tinoda mabasa varikuita yekuti tinoda zvekuchena kkkk ayas

  50. But anywy unotoshaya kuti zviri kufamba sei ma priorities evamwe vanhu akaoma. Instead yekuita march yekuti tinoda mabasa varikuita yekuti tinoda zvekuchena nekushama kkkk ayas

  51. I do agree with Trooper. It difies logic for our Police Force to deny a public peaceful march by members of the public,to register the nation’s concern on the nation’s economic decline and on one hand are able and avail themselves to escort MINI SKIRT MARCH. This is unbelievable .
    Unotoshaya Kuti Zvirikumbofamba Sei.

  52. ko apa ma mixed feelings aripapi apa? zviri obvious kuti this has been condemned by most…. what surprises me is that pane vanotogona havo kuprotesta ko chakakosha chii mini skirt kana kuti better salaries, magetsi, mabasa, ma roads asingaite, corruption, drunk education system to mention just a few of which nakkedness is not part of it unless its by cchoice in the pretence of fashion. many of these seem like prostitutes not women in their right senses. hameno mumwe nemumwe achamira nezvake

  53. Adam and Eve walked naked in front of God,if the almighty tolerated nudity who is a tout to tell women how to dress

  54. Are we becoming a nation of celebrated nudity? The police should have stopped that nonsense. My! what will our children learn from those wholes

  55. I honestly do not understand why everyone seems to be drifting from the point here. Of course calling it a mini match was wrong initially but we should all consider the cause for the march before we judge. Women are trying to advocate for their own freedom of expression. zvekuti vazoda kufamba vakashama pamberi pevana wat wat or vanokushaisai kwekutarisa ndiwe usina discipline unongoaffectwa nemukadzi wese wese. Hapana chinomboshamisira pakupfeka mini zvekuti mungatoti ngavaharaswe nemahwindi , nhembe dzakagopfekwa wani. The point is women have been subjected to sexual harassment by men for years now, sometimes unotovaona mahwindi acho achiharasa a woman wearing a long dress n covering everything but mhosva inenge iri yekuti wakasikwao une chimiro chakazvinakira, hanzi zvakurirei. Personally I don’t support mamini but I applaud these women for standing for what they believe in only next time let your march not involve mamini.

  56. Magumbeze aniwa muchando

    Mushonga wemakonzo wakaiswa pachena gonzo chairo haridye,kana uchida kuribata viga.

  57. Concerned Citizen

    This is so sad saka pana zvose zvamakafungira kuitira march shuwa shuwa kuitira march kuti mupfeke mini skirt apa hauna basa hauna pekugara.Our Police force dont be reduced please you got better things to do than this..
    Jehova forgive our mother land…

  58. hakusi kudzidza kuchemera kupfeka mini sisi ,plus murikutidzvanyirira kana uchipfeka mini ,ma rape-cases anopera sei? ndimi muri kupromoter rape nekuharaswa kwenyu coz makadzungaira .kufamba murod usina pfeka mucherechedzo wekupenga hapana asingazive kuti benzi rofamba rakashama.ndoshama kunzwa kut mapenz aya aiva nemapurisa mufunge ko sei mapurisa asina kusunga mapenzi aya vaitovadzivirira. handichaziva manje kuti mapurisa aya dziri mushe here if thy suppt kuparwa kwemhosva

  59. dai ndisingatye kusungwa ndandichida kukutuka zvinonyadzisira…. In fact ndatokutuka kare, eheee ichocho chawafunga ndicho iwe… MuZimbabwe tine hunu…ndiwe wakasara iwewe namai vako vasina kukuraira …nxaaaaa

  60. anenge arepwa ari half naked usauya kuzo reporter tichasunga iwewe coz wagara ndozvaunenge uchitsvaga

    1. J.j what utter rubbish men should learn to control their emotions and stop making excuses for their sins and stupidity

  61. A woman should be respected whether she is wearing a mini skirt or not that is the moral of the story. Men should not make stupid excuses to taunt women because they lack the common sense

    1. Ko unga gotii uwe uine shave racho, nekuti its not you who is speaking right now, of cause fools must be respected to avoid unnecessary strife, if that is what you mean then men will respect you.

  62. hatiite zvemagroup edemo isu kutochemera kt dai mandisiya ndakashama haunyari

  63. Motikuvadza nemapfekero enyu vasikana nevakadzi vekwaMagaya naMakandiwa, pfekerai kuchurch kwenyu kwazvinobvumirwa not on public.

  64. Women like men who lie to them that the way women dress does not affect them because they do not know why these insincere men say so. These are the same men who want to pretend modelling that exposes a lot of flesh by women is not wrong. Women who do not want to be seen as sexual objects should act NOT LIKE SEXUAL OBJECTS. Men is created to be sexually aroused by females the more they expose of themselves. Even female marriage counsellors tell their female audience to dress in sexually suggestive ways if they are alone with their husbands at home. One such clever advisor even tips wives to pastor to realise that their husbands, despite being religious, are endowed with sexual desire. She challenges them to retain their husbands by being ‘ prostitutes to their husbands’. The counsellors are very realistic about the nature of men – men give sexual interpretations to female nudity and anything close to that. Now these women rights activists want to give us an overdose of nudity in the hope that it will numb out natural response mechanism and make us unresponsive to skimpy dressing. I think it is impossible. Touts may stop jeering the effect of such dressing on men will remain even if we pretend to be ‘CIVILISED’

  65. We ar in e 20st century and according to our constitution ladies should wear wht ey want…..zvinobatsirei kupfeka maskirts mahombe iwe uchiita mabasa akaipa siyanai nevasikana vedu mahwindi musarwadziwe

    1. WAKAIPA VILLA WAKAIPA SHOUT OUT TO YOU.KEEP IT BLAZING

  66. Iwe Joel usangorotomoke taura kuty vanopfeka mamini skirts vachidya mdara wako mari kwete kupinza vanhu vamwari apa nyarawo

  67. For touts amd rank marshalls to boo and insult women dressed like that is nonsense. Touts drink Bron Cler, smoke dagga and shout obsenities in front of well dressed people and for them do that is not a service at all. It is part of their inhuman animalistic behaviour. With rains coming I think touts will do a good job on Prison Farms if caught misbehaving at ranks.

  68. Biblically during the Old Testament such women would be dragged out of the city where they would be stoned to death. A God fearing women with diginity must cover her body not to showcase it. In Arab countries they still kill those who parade their bodies though the penalty is harsh.

  69. ZRP mafuza chaiwo. How can they allow that demo vachirambidza those demos for jobs. Vanonanzva s*** kwa chihuri.

  70. mushy the great

    i wonder if there wre christians among them! the bible teaches women to dress in a modest way… a way which is not sexually suggestive,
    Men are attracted by jus seing those legs, most of thm they can not resist the temptation after being exposd to those thighs! scripture also say we shld not do wht will offend other weaker brethren be it in food, clothes or any other conduct! Zimbabwe we are a christian nation! lets fear the Lord!

  71. otoona mumwe murume achifamba akabata chikwangwarhi chakanzi ”USABVARURE MINI SKIRT YANGU” NXAA!!!!!!!

  72. pamapikicha zvapasina vakapfeka mamini acho wani…vamwe vakatomonera mazambia…ayas

  73. These skirts are not mini after all!

  74. to all the ladies out there weneva u wear a mini make sure u r a whore coz no man in his ryt mind would go for a woman who shares her nakedness wt the whole wide world

  75. come to Byo I like mini skirts siyawathanda

  76. mungadaro kuti hee vakadzi ngavapfeke zvavanoda musi we carrnival march paifamba vanhu vasina kupfeka vakadii kuenda kana vachizvida maningi zvekufamba vari mpushu.women get a life dess properly hazviurai

  77. tauts thank u for policing our sisters and mothers rambai muchivasveeredza vane mamini ivavo we support yu 100%

  78. ndozvireva ndotukwa

    Varume veZimbabwe tiri mafuza. Mukore uno munhu unorambidza madzimai kupfeka mini skirt. Ko vakambofamba ne nhembe ne shashiko wani. Chii chashamisa pakuona gumbo nhasi. Matodzekera kumashure imi muchiti murikuenderera mberi. Kukundwa nemadzitateguru edu vaikwanisa kuzvibata mazuva ayo madzimai aifamba mazamu (akanaka akamira kuti twii senyanga dzechipembere ari panze) ari pamhene. Varume chaivo vanoremekedza madzimai. Kana kurwisana ne huwori hwauraya nyika.

  79. mwari pindirai

  80. were are our morals!!!

  81. ha imi siyayi vanhu vakadaro tione MAGARO pachena.Inda muchida kuvhiringidza.MORE MINISKITS DAMMMMMMMMMMMMMMMM

  82. when I luk at how abuse against women escalate I m tempted to think they invite trouble to their doorstep especially when they think they must be allowed to walk nude in public. nudity excite men, it exposes women vulnerability and the consequences are dire for the women, rape may be unavoidable. there z a time n place for mini skirts, nobody hackles a woman in a bar,brothel for putting on a suggestive outfit

  83. MORE MINISKITS I SAY MORE MINISKITS HOMIE.OOOOOOO DAMMMMMMMMMMMMMMMMM

  84. aaah kusanyara, ungatozvikudza nokufamba wakashama! kana mubhinyiwa mochema. iwe unoti handiuyi kiZimbabwe, gara ikoko kwairi eadaidzwa nani . nhengo hadziratidzi nyika yese

  85. zvino kana mofamba makashama. muchakosha chii saka. naiwo mapurisa acho anazvowo ungafamba waka escorter munhu akashama kkkkk imi hasha dzambuyanehanda dzinosimuka mukada kutora tsika yevaNgezi iyi

  86. kkkkk Talent Jumo kani………… kwenyu kuri kuda kuti vana vaonererwe makumbo nana hwindi. twako tupenzura hapana kana anotucheuka woda kuti munhu wese afumuke. rongeka nguva ichiripo sister. chirungu hakusi kunyadzisira wanzwa!. moita basa rekupedza hembe dzevana ku children’s section muchida kuonekwa twumakumbotwo. pedzezvo moto tinoda ma equal rights nevarume ne mafungiro iwayo? kana uchida kushama enda kuma Avenues uko vanoda kuona nekusemeswa vouyako. puu…\

  87. Mwari hona Jesu dongorera .man are now being abused with these minskirt crew .what i know as a man ,kungoona chete ndotoda .so pliz vana sisi kana. musingadi kubobewa kanakuwanzirwa nanahwindi .even navarume chaivo pliz don’t walk halfnaked.coz manyanya kuti abuser.i think democracy its Satanism futi .coz yinongogaro pikisana ne hurongwa hwaMwari.

  88. Mwari hona Jesu dongorera zvawakafira .ndichatotsvagawo mubobobo coz u can’t abuse man in the name of humanrights.coz real man we become triggered when we see these halfnaked women.

  89. Vachakuvara nemubobobo regai vakadaro

  90. Real man will not stand for this. Having our sisters mothers and daughters moving in the streets half naked. Vanombobvepi vanhu ivava?

  91. SHOUT OUT TO ALL THE WOMEN WALKING AROUND WEARING MINISKITS.I LOVES YOU. AND DAMN TO YOU ALL FELLOWS.MAKASARA KUNGE TATEGURUWENYU AMBUYA NEHANDA.SHHIITT

  92. l am surprised kuti munhu ane five sense angatochemere kuratidza vanhu tumaspokes twebaskoro itwotwo. Zvinotitadzisa kudya fish izvozvi. Mwari hona anhu aya atanga.

  93. Women need attention, even when they don’t deserve it. I didn’t see a nice woman , not even one in that line up!!!!

  94. Uku hakusi kusararira or kuenda mberi hamheno category. Mini yakazonyanya kushamisira rini. Vanhu vaipfeka nhembe vachitorova ma topless asi madzitateguru edu aizvibata. Isu tinotadza neyi. Let’s not deodorize bullshit we cannot excuse this animalistic behaviour ye abuse saying anga akapfeka mini. Murume wepi anongomisira wese mkadzi waaona

  95. Ku swimming pool chaiko munoenda here zvamunongomisa nhengo chesechidya chamaona

  96. Dignity and respect please women

  97. Cde Gamarinocheka

    ndezvekupenga zvamunotaura imi. u wanna be half naked what for? hazvichabhadhare izvi zvakatosara kunge 16th century. zvakasara pamuchinjikwa izvo moda kutiuraya Nxaa

    1. Handidi izvozvo

      haiwawo guys kana panga paine hanzvadzi yako aaah ma !

  98. PAMBERI NE MAMINI.PASI NE ZVITSIGANDIKURORE.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *