Zec top official found dead

46
3535

ZIMBABWE Electoral Commission (Zec) chief elections officer Lovemore Chipunza Sekeramayi has died.

Everson Mushava

He was 67.

Zec chairperson Justice Rita Makarau confirmed Sekeramayi’s death yesterday, but could not give details saying they were still preparing a Press statement.

“He has passed on. We are preparing a statement to the media. You can check with me in the next 20 minutes,” Justice Makarau said.

Efforts to contact her later on were fruitless as her mobile phone went unanswered.

Although circumstances leading to his death were sketchy last night, sources at Zec said Sekeramayi was found dead in his hotel room in Mauritius yesterday morning where was  attending a meeting of Sadc chief elections officers.

Sekeramayi’s death comes two months after the commission lost another top-ranking official, Shupikai Mashereni, who was director of public relations at Zec. Sekeramayi, a former member of the Central Intelligence Organisation which falls under the President’s Office, presided over the highly disputed March 2008 elections.

46 COMMENTS

  1. KwaSekeramayi kune nyaya…kunoti mfana we$20k muboot akafa ne RTA kotiwo uyu we Nikuv. Common factors : Sekeramayi & thieves. Vhundukai wedzinza rekwa Sekeramayi.

  2. watamba ne banga aheya unofa ne banga. hoiye ya hohaya watamba ne gidi unofa ne gidi, singing zvangu

  3. Sad. Makupedzana futi poto kana yofashaira unoshaya kuti woidzimusara sei. ZANU PF isinjonjo tamba wakachenjera iyi murikukuyana kozvamakahwina maelections zvaita sei kkk.

  4. Nyangwe zvakaipa kufarira kufa kwemunhu but apa Mwari chimbotiregereraiwo timbofarira kufa kwembavha. Ndafara hangu kumhuri yacho vigai henyu mbavha yenyu iyo Dhemeti

  5. tavakusvika kuheroes holiday,otangakuwondomoka,uyu achaitwa gamba nekuda kwekuti akaramba nemaresults a2008 aona kuti team yakabaiwa,Shamhuyarira igamba rinoziva nguva yekuzorora pane zvepolitics,zvehurumende kwete vana handiende nana ndinogarira vana vangu,asi Dongo akataura zuro azviona kuti ZPF iri kuviga vanhu vasiri magamba paheroes ichisiya magamba chaiwo wotoshaya kuti zviri kufamba sei

  6. hu hu ngazviende hanzi maramba ,pfungwa hungwe 480000000000000 thousand votes chiitaka tione

  7. Zanu Pf now hiding the rigging evidence. Makarau watch out it will soon be your turn to go under. Sekeramayi aishaina achibiridzira zvido zvevanhu ngaachidya tione. mava kunhuwa ari mu bhokisi zvamakadya pakubira angova madhodhi chete. Haa pfutski enda mwana wa Satan

  8. kuonekwa akafa ega! kuita mombe here? mombe ndiyo inongonzi yaonekwa mugomo yakafa yega wairwara here? There is need for METICULOUS VERIFICATION of this death. We need to make sure it tallies before the next of kins are informed! He bastardised our democracy in 2008. deno asiri iye and crew many of the lives we lost during the runover could still be with us. he was amongst the we find in Zimbabwe

  9. He was 67. Should have retired 3 years ago. It’s not as if Zimbabwe is desperate for people with such basic skills.

  10. What they did in 2008 is haunting them. Many lives were lost because of some of these guys. May your soul rest in peace.It really needs it after you tormented it on earth.

  11. Good riddance to bloody crook. Please pedzanai mese. Let the trips to the grave yard be weekly. Every Saturday and Wednesday we must bury a ZPF thief! Pamberi ne ZPF pakupedzana!

  12. Aiwazve vakomana,ko handiti UZUMBA/MARAMBAPFUNGWE yakanzi yakaita 20 million votes here? Ikozvino ma graduates eko amirira 2018 kuzovhota kuti vaitirwe nyashaka namusharukwa. Kana zvanetsa NIKUV ichabatsira hayo sezvo uyu SEKAUREMA ayenda hake.
    Totozomuwona pa HEROES ACRE somunhu akabatsira zvikuru pahondo ya 2008 na 2013…Asi vaShamuyarira hameno.Ava vakaramba basaka ava…!!!

  13. No need to cry. He was a crook we only remember him as a thief. For us to be suffering under the dictator since 2008 it is because of CIO Sekeramayi.

  14. Comrades,this is real heroes acre material. What with that hard work in 2008 & 2013! Sekeramai ndinofa newe. Haungandisyi nokuzvipira kwako kuya.? Zvisinei,RIP gamba wagumbura hako…

  15. LETS NOT CELEBRATE DEATH VAKOMANA,RUFU RUNORWADZA,MANGWANA NDIWEWO UCHAFA.MUNHU AKATOFA NEMHOSVA DZAKE DZAENDA NAYE

  16. ndiani akamboverenga Gona wapotera? uyu wave mutambo wevapfumba mapfumo. when a predator fails to catch a prey to devour, it turns onto its own kind. some predators are aching for a slim chance to pounce on its prey but alas! God has other plans for his children. they have been moved away into protection, far out of reach of the predator. now what can it do? take a wild guess…

  17. 67….? Ko vangavachabatei muhofisi nhai far beyond retirement age..? Basa roremera mwoyo iri……RIP!

  18. 67….? Ko vangavachabatei muhofisi nhai far beyond retirement age..? Basa roremera mwoyo iri……RIP!

  19. Chave chamutengure vhiri rengoro ,paya makatiti bhora mugedhi tikabatsirana ne Nikuv ko iyi yava ipi iyi. Mukudzurana one by one kwasara sawara manje hameno paCongress apa kuti tosvika here Mwari itai kuda kwenyu tanga tanzwa nembavha idzi mhani bhurari shitty

  20. Aaaaah kutofira zvenyu mumahotera vana veZimbabwe vachishupika vari munedzimwe nyika pamusaka penyu maka rigger election, vana veZimbabwe varikufira muzvitangwena kuSA uko nekuda kwenyu vamwe vanobaiwa nemapanga nekupondwa nemhaka yokuti havasi munyika yavo nekuda kwekuti varikutiza imi maziharahwa akazara kuzanu pf. Dai zvaigona maichingofa mose vana vadzokere kunyika yavo ye Zimbabwe nyika yechizvarwa, yamaka kokota huchi hwayo hwose muchiba, zvino rufu rwauwa uchavhikirwa nani, kunyange uri mumansion, muhotel kana papi zvapo nguva inokwana chete asi ndine hurombo nokuti ishe uchanzwa kunyunyuta kwavanhu pamusoro penyu obva akukandai mugehena muchatsva nekusingaperi

  21. ZveZANU PF zvakoma zvokwadi sei vanhu ava vachifa vakugata nguvadzose kana muchirangarira gore riya Jokonya akafira muSheraton akaguta zvinhu zvacho zvakagozha . Regai vaende nhubu dzakativuraira nyika

  22. rip gamba remagamba machinja afara hawo asi they dont realise kuti kufa kwasekeramayi zec haivharwi.kkkkkk pasi nemachinja ose very soon we will hack most of you on this platform this is simple we are abt to concude the baba jukwa scandal and we will hook you beware……

Comments are closed.