Tafadzwa loses maintenance case

60
2327
Happier times: Alick Macheso and wife Tafadzwa.

SUNGURA maestro Alick Macheso’s former wife Fortunate Tafadzwa Mapako is no longer entitled to a $280 monthly maintenance from her estranged husband following Harare magistrate Tawanda Muvhami’s decision to uphold the couple’s divorce.

CHARLES LAITON

Muvhami had last month ordered Macheso to pay $280 monthly maintenance to Tafadzwa and $750 for the couple’s two children pending the outcome of their paternity tests and divorce proceedings.

Macheso divorced her customarily before paternity tests carried out at the Red Cross laboratory confirmed him as the father of the two children at the centre of the controversy.

“Customary law divorce proceedings were properly done and accordingly, there is no longer any legal basis for her to be maintained,” Muvhami said in a ruling made on June 14, but kept under wraps by both parties.

The sungura musician will, however, continue maintaining his minor children until they attain 18 years of age.

Macheso told the court that he handed over a token of divorce to Tafadzwa’s relatives and filmed the event as proof in case the latter disputed the issue.

He said although Tafadzwa had personally refused to accept the divorce coin and declined to open the gate for his emissary Jefta Marunguzha, she sent one of her relatives, Blessing Masiiwa, to communicate with Marunguzha.
But Masiiwa also refused to accept the token of rejection which was tossed about between the parties before Marunguzha left the residence, an explanation which was accepted by the court.

60 COMMENTS

  1. Hupenyu uyu amai wamaida kushainira nekamota ndiyani kana manga makatarisira kuisa fuel. Neka280$ makura

  2. wanya kunyanyoda zviro kunga chan`ani bag kkkkkk, kuda kudya zvemahara kunge honye now u can work for yourself. let Macheso do his business well kkk

  3. tsvagai mwari amai zvinhu zvifambe,zvevarume vevamwe hazviite izvi wakawanda wakazviedza zvikazovanetsa,,,,,,,,,,,

  4. Mumitise futi then u maintain the kid not the mother. anyotsocheape mutaridze kuti cash yako inomuita wastak. kana vapedza naye ozondipawo ndozomunzwisa mubhadha vandinawo hanty anochemera hombe here.

  5. Kana pane munhu wandinoda ndi Macheso nechivanhu chake. Aiwa, kwete kungo kanda munhu kunze or kungoti pfutsek. Apa kutoratidza kuti munhu adzoswa kumba kwavo, abhadhara chigupuro (correct me if I am wrong) and now he has moved on.

    Despite all that has occurred between them, this man has shown that issues are resolved nenzira yechivanhu, apa zvinyore nyore not kumhanya mhanya uchipaparika. Hate or love him, he knows his business.

  6. Please can the editor correct the magistrates first name… his name is Tafadzwa Muvhami, NOT Tawanda Muvhami.

    Thank you.

  7. uncles madyas unonyepa.ini ndini ndine mubhadha chaiwo .Tafadzwa ngaauye kuno kukadohwata ndipedze nyota yake.Iye Macheso aigoti Tafadzwa nyarara sei achichemera bonde rinogutsa iye achimutambisa. kana ndakutadza ndokuendesa kuna sekuru Dhimu kuPfunyanguwo. ivavo ndoovane yese manje. CHIDHOVOZA chaicho

  8. My fellow countrymen, we must mature in thought. Dont help a man victmise a woman. If she was your sister or daughter would you say that. Are we a nation without thought so much that we should forget that there was child abuse when our singer ejaculated right in the mouth of a child. Would you want your child to be subjected to that? Hey, does it mean we stand on the side of the rich and forget justice and the protection of the vulnerable. What you sow is what you reap. Many shall reap the same shame you are heaping on the door step of the innocent mother who could not watch mwana achiitirwa mukanwa. Hey, these thoughts here cannot be those representative of a nation like ours. Please lets reconsider and breed a better thought process. Lets stand with victims and not abusers no matter how they sing, if they ever do.

    • makazviona zvichitika here zvamuri kutaura , inga Macheso akati kunyeba wani asi anoita zvekutara not zvemukanwa zvamuri kutaura nhasi izvo .

      • But is it normal really, Call a spade a spade, his private life is not as good as his music accept that. Ngaadzidze kurarama private life yake chinyararire kwete kuita yekuimba nekuimba sezvakaita pana Tafadzwa.

        • Its normal simba and it works ask us mabvakure. Bigup brother Alick nekukoshesa zvedzinza redu repamusorosoro muchadenga….

      • @ boss iwe wakazviona zvisingaitiki here zvaunobvunza kuti makazviona zvichiitika? anoziva chokwadi nditafadzwa naiye macheso wacho kucommenter kungoda kuvaraidzawo nguva vaviri vanozivana, vese vari kusvora tafadzwa muchanyara zimacheso renyu ronyahwaira futi richitsvaga tafadzwa tibvirei apa, kusanyara varume vasina hunu

  9. wakafurirwa,nemashamwari ako awaitamba nawo,vakati wachisa murume unobva waita cash,manje wapa ma1 ko ma lawyer uchama bhadhara nei,apa vanonga vachikunyepera kuti pane imwe way toita apil kkkkkkkkkkk kwaaaaaaa

  10. @Maturity….Its not a fact kuti he ejaculated in the child’s mouth, thats not how it is done and neither are all our traditions evil. Pakurambana mukadzi anoda kunyadzisira kana kuuraya munhu, thats how they commit horrendous acts or kill themselves. Nhova dzinongogadzirwa in various ways. Iye KuNyanga vanogezesa vanasikana vacheche nemvura inobva mugomo reKwa Fombe yavanochera pazasi pepaMangondoza zvinoitirwei? Zvino Macheso aenda netarenda rake, mari anoita imwe. The only sad thing is that because of bitterness both of them acted selfishly, vana havana mhoswa.

  11. ZImbabweans, education, which we boast of, as being among the most educated nation on the continent, and are going further to arrest the Vapostori who are denying their children education, is nothing but a process to learn to be kind.

    The insults, being hurled at Tafadzwa, is by no way Zimbabwean. I got a strong feeling that these are not the same people, who only a year back produced a constitution,that reflected maturity and consideration particularly for ladies.

    Chaakatadza chii Tafadzwa chaicho?. We were not there when the 2 met. Did Tafadzwa propose an affair from Macheso, as a married man or its the other way round? Are we jealousy that Tafadzwa fell for Macheso or Macheso fell for Tafadzwa.

    From my personal experience, it is the Zimbabwean men in general with high promiscuity that must be termed. When a man is caught abusing a dog..when men a rife..going about raping their children.. Women are vulnerable and some unscrupulous men ‘nhundiramutsime’ go all the way to entice unsuspecting women. Being ‘weaker sex’ as the bible says, ehee.. they fall to such traits..

    The irony of our judgement as Zimbabweans, is today, we are on one side tomorrow on the other. Tswangirayi was being castigated only a few days ago, kuti akafurira ka 25 year old. An impression created that he was mature and the girl ‘no loci,standii in judicio’. Tafadzwa all of a sudden is the ‘devil’.

    Ngatikwaneyi maZimbo.

    Tinozara kwa Makandiwa, kwaMagaya pretending to be understanding christians and educated. Kandi mumwoyo medu muzere makonye seguva. Tingwarire kuti zviyero zvatinoyera nazvo tichayerwawo naizvozvo.

    • She said she will take Macheso to the cleaners. It’s not over yet. Watch this space. Hell has no fury like a scorned woman.

    • Dont forget… @mudhara tindo, EVERY1 IS ENTITLED TO THEIR OWN OPINION. Barika is not a crime in Zim but wat people are insulting is wen one accept a proposal from a married man only to show latter that it wasnt about love, rather about the money! And now you back track and think of the problems she caused to the first wife only to go around denigrating the man and even worse alleged promiscuity. So dont doubt our education, we really are educated!!!

  12. Tafadzwa aiti macheso ane kadiki nekuti akanga arwadziwa nekurambwa, BUT iye mukadzi ukanyatso muranga ndiyo over and over haagone kuzofamba achiti anekadiki, Macheso idya mushonga wemha… urange munhu zvakare azokumbira ruregerero, after all ari kufula 7 mawaya ako kilari mandara

  13. zvatiri tese kudai amai vaRubhi … manzwira nzwira aya itai mashoma – anopunza musha- musha woparara…!!!

  14. She said she will take Macheso to the cleaners. It’s not over yet. Watch this space. Hell has no fury like a scorned woman. Someone will definitely cry.

  15. So she wanted Macheso to keep maintaining her Y? She is an ex-wife anomendeniwa nevamwewo vachauya. Uendese vana vemuimbi wedu kuchikoro chakanaka usaite budget nemari yedu yatinobhadhara kumashows.

    Kufurirwa uchinyanya….mwanangukani…singing……

    • Tafadzwa anodisa zvinhu, mabasa emari tarisai muone kuti oita sei. Munhu anotsvaka wake ega kwete kufuvisa rudo rwagogo nasekuru. akamuudza kuti madhara anochengeta aimunyebera, madhara anowetera chete osiya. Anorwadziwa chaizvo kuti arambwa, saka akaramba kutambira gupuro. Macheso, just pay maintanance for your siblings only not that rubbish. Magistrate makagona basa.

  16. panobuda nemwana anorema 4kgs haungapagutsi ne ka 200g kaka reba 10cm iwe ndiwe unopera.
    usamwa mushonga wemusana .

  17. TAFADZWA ANOGONA KUNYEPA KUTI NHAU INYATSO WANA WAIT. SO I AM AFAID TO STAND WITH REBELING WOMAN. ITS NOT ABOUT THE WEALTH. ITS THE FEAR OF RICHES OR THE LOGE OF CHESO POWER. BUT WHAT WE DEEM IS TRUE. EVEN THE COURTS OF LAW WILL NOT STAND WHAT SHE WANTS THE WOLRD TO BELIEVE.
    I AK SORRY AS A FATHER AND A BROTHER BUT NEVER WILL ALLOUW A WOMAN TO TAKE ADVANTAGE OF LAW AND FABRICATE A CASE AT ALL COST LET HER PAY FOR THE DISREAPECT SHE HAS.

  18. Tafadzwa akuona kuti Macheso kaPenzura kadiki, pavaikwirana vasati varoorana aiva asingakaone kuti akasvikire plus kuzotundirwa vana two vose. ANONYEPA UYU.

  19. Tafadzwa should not cry aizviziva kuti akarambwa naMacheso so it was obvious kuti he was going to fight bek

  20. Mabiyangu Tafadzwa idya bharanzi iro ka$750 ikako. Vana vake ndivo vachafa nenzara akajaidzwa. Ko iwe tafadzwa unonetswa nei hanti chinhu chako uchinacho? Chitsvagise mari urarame nemari dzemarema akakurira mupurazi akangofanana naMacheso wekadora uyo!!!!!! kkkkkkkk…..apa kanoda sex asi weapon hapana. Kachapera mari chete apa kuimba kapera sehondo yemuseve

      • @ Joyce, you are living in a theoretical / bookish world…define “misuse”. Mari dze maintenance ndomari dziri kunwiswa beer nemahure day and night twuvana twuchisiiwa twakavharirwa muma1 room. Saka iwe ungati Tafadzwa ndopaachrega kuenda ku band raTuku, Peter Moyo or Macheso nekuti mari yaainayo ndeye kumaintainer vana vaMacheso? Obviously Tafadzwa is a player and will always club (using Macheso’s hard earned money!!!!

  21. Tafadzwa nyarara unyararise denga rinoziva iwe. $750 yakawanda kwazvo. Hapana mu Civil Servant anohora kusvika pauri. Uri simbi hombe wena. Newewo Cheso ngwarawo mhani. Usatambire nhandare yakatambirwa nevausingazive

    • Taurai soko. Uyu Tafadzwa apinda uyu… atove pamudya ndigere…. odya dzemarema asingadi kuona madresses…. Tafadzwa idya $750 iyo wakanyarara hapana pawanga uchainhonga every month. Mathematically it means every month paShow yemuface wekadora uyo @ $5/person, the first 150 people’s entrance fees is yours gross!!!!!

  22. Macheso haana hake kudzidza , asi Tafadzwa akadzidza akafoira! Ndoupi ari nane ? Saka ungadadire murume ne certificate of attendance? Kana uridofo uri dofo Tafadzwa?

  23. Kana ndimiwo hama dzangu munoti kudiiko ? Kana ndimiwo musha wacho wangova mamvemvee akadaro Soma

  24. Tafadzwa akaura. Ko paakada macheso anga asingazivi he has his family. ? Nhaiye macheso adzidza . Gara nemkadzi wako udzikame. Wona ka tafadzwa kako kakunyadzisa. Thumbs up to mai macheso. Mai shero akati ziii zvake

  25. munyengwi ndiwe murambwi ndiwe uchachema nani wazvirambirwa wega hona .Kudai rwaiva rufu zvimwe tainguno chemedzana zvino zvarisiri rufu mazvokuda mavanga enyora.

Comments are closed.