Picture: Who polices the police?

41
1681

Police officers watch as their truck gets cleaned up at an illegal carwash at the corner of Kwame Nkrumah and Harare street this week.

PICTURE: AARON UFUMELI

Police officers watch as their truck gets cleaned up at an illegal carwash at the corner of Kwame Nkrumah and Harare street this week.

41 COMMENTS

    • Be serious @Chamu !!!! – are u sure u don’t see anything wrong with this. Whats wrong with washing it at their place or work. Are they ‘washing” away some incriminating evidence. Are u a policeman

    • they want to use a clean car yes but how can we have a police vehicle being washed by illegal car washers in the city?

  1. Newsday tipe ma serious. Whts wrong wth this, must police use a dirty car vakomana ka i thnk we must not jst hate the police in everything they do apa hapana chakashata zvapo

  2. i think newsday hates police why is it that chese chaitwa ne police chakaipa handisati ndaona news dzepolice dzakanaka from newsday ko godo renyu nderei whats bad pakugeza mota is it bad fo police to socialize with the public hanty ndeenyika here mapurisa acho whats yo objective here l think u want to tarnish image yepolice chete

    • So should police be supported vachiita zcisiri pamutemo. the same place yavarikugezera mota, avchingobva parikusvika vamwe vachibva vasunga varikugezera ipapo

  3. @mpositori,chiko na chumu kana mukawanikwa muchiwetera pamudhuri weRBZ hapana futi chakashata nhai,kune mhosva isina basa nhai,ratidzai kufunga mumisoro yenyu kana muchi commenta nhaika!…mastreet kids ariku boora mapipe emvura vachiitira kuwana mvura yekugeza mota they ar not even paying marates emvura yacho or tax zvayoo inoratudza kut varikuita biznes wat kind of brain du yu hv you guys nyika haifanirwi kuitwa madiro amai jojina seizvii…dzidzai kufunga hama weeee zvimwee hazvidi teacher ndoo saka nyika ichitambura but muchizviti makadya mabhuku nyika yese

  4. vaudze Mutigori Newsday haina kuvenga mapurisa but they are saying is the Police are supposed to be arresting those doing illegal things not helping to perpetrate.

  5. Key word is here is at an illegal car wash. It just like the vendors in the cbd, its not bad to try and earn an honest living but selling your vegetables or any other ware at that in the cbd is against the law. In this case a police van is being washed at an illegal car wash.

  6. Hamuna kuona headline here yakanzi,” washing car at ILLEGAL carwash”. That’s the keyword, illegal and they are right. Council is loosing millions so are the people going fopr days without water due to leakages and some of them fuelled by these illegal car wahses so they get water to wash cars. Ariko ma car wash wani 2 or 3 roads away ari legal varikubhadhara mitero nei nei. The Newsday is doing an awesome job. For your own information the press has a big job of exposing some of these loop holes, they help communities and authorities by being an extra eye. Ndosaka kune ma investigative journalists and all, some of them actually break nyaya dzisati dzakuzikanwa ne police and the police follows their lead so its important to expose zvakashata!

  7. Hazvina basa kuti mota yemapurisa igezwe. Dai yanga iri yekanzuru, Kanzuru ndiyo inosunga mota dzinogezegwa panzvimbo idzi. ZRP haina basa nemota dzinogezwa idzi.

    • ko kumakombi vanodii kusiira kanzuru nhaiwe ndimbokubvunzao?
      Mitemo yese whether wekanzuru kana wei can be enforced by the police as long as it is a public law watova mutemo wenyika chero mavendor anogona kusungwa neZRP kana usingazivi nayaya

  8. I don’t see anything wrong – but did they pay? I don’t think so – did they clean up the place after wash – I don’t think so – Is the place delegated for cleaning cars – I don’t think so – therefore hapana chakashata apa

  9. Inini ndinoda kupindura mubvunzo unoti “Who polices the police” ndichiti Mapositori ekwaMadzibaba Ishmael Mufani vekuBudiriro. Mungatadze mubvunzo wakapusa kudaro. Majournalists aya haana kuenda kuchikoro. Nhai VaKahiya, madii vafana vamboendeswa kunoreswa kumasowe ava

  10. Newsday tiitirei mushe. I think you have a vendetta with the law, ask your peoples who sell your paper at that place how much those guys where paid.

  11. I saw two young police officers walking past Food World Mbuya Nehanda Street. One of them was eating banans, and threw the peels onto the car park and walked on. I do not think these two, were really pround of the uniform they were putting on. Police should be alert to behaviour that tarnishes their image, and this carwash thing on the street is one of them. I happen to know they have vehicle washing bays at most of their stations. I therefore do not see why it became necessary to have their car cleaned at an illegal car wash. You will soon hear some senior police officer defending this carwash thing, instead of apologising.

  12. I have observed members of the police force flagging down “lifts” at illegal pickup points. At some of these points there will be road signs written “NO STOPPING”, yet the law enforcers will be part of this illegality. The point here as many have said is the police must uphold the law in all aspects. This means among things, no cleaning of vehicles at illegal places, no throwing of litter, no transport in pirate taxis, no drinking in public, no brides at road blocks, no encoutraging of youths to beat Madzibaba and many more illegalities.

  13. You dont need to be rocket scientist to know WHO POLICES THE POLICE. The answer is obvious ‘MAPOSITORI’

  14. Its illegal and the cops know it so what they are probably doing is turning a blind eye for a free wash

  15. Those who “dont see anything wrong with this” are right …..becoz they are blind…..MENTALLY!!!!!!!!

    • yaaah mazoreva chokwadi manje vamwe vanhu vatojaira zviri wrong zvekuti havatooni kuti zviri wrong pakudii. kikikikikikikikidoooo ndaseka

  16. With the Police standing by, it’s either they are legalising the illegality or getting bribed with the wash. Heads or tails, they win.

  17. Guys itai serious. Who said mastreetkids/ magunduru ndiwo arikugeza mota? Please unemployment muZimbabwe iripapi. Kuti munhu awane licence rekugeza mota zvinotora mazuwa mangani. Mitemo mitemo hongu, yakaiswa vanhu vachitarisa nyika inerugare. Nyika inoprovider mabasa kuvanhu vayo. Nyika ine Heavy industrial sites , light industrial site nemamwe ma sites zviri full functional. Ukatarisa mitemo irikusevenzeswa yakaiswa 1980 zvichidzoka kumashure. Nyika yaiva nerugare. Toilet chaiyo yakanga isingabhadhariswe. Now toilet yaunoona yakachena ndeinobhadhariswa. Idzodzo dzinonzi Public toilets dzimwe nguva dzinenege dzakavharwa ndizvo zvinotuma vanhu kuzowetera pasipo. Mutemo unenge uchiti imhosva asi mubvunzo unoti Iripo here toilet yekuti munhu iyeye ashandise. Ibasa rekanzuru kuvaka zvimbuzi. Kubva 1980 kanzuru yakawedzera zvimbuzi zvingani muguta. Apa population ichikwira ne 2% pe every 10years. Mabasa aishandwa nevanhu awa hakuchisina. Maindustry akavhara munhu oti zvirinani ndigeze motokari dzevanhu ndichiwana cheuviri mota ngaasungwe. Munoda kuti munhu iyeye aswere achiitei uku mhuri yake inoda kudya. Ivo vekanzuru panekuti vaswere vachisunga vanhu ava, vaifanira kutoti vawane mabhadharisiro avangaite vanhu ava zvine mutemo. Nyika yakarembera, vazhinji vakatiza, these informal traders ndivo varikuita kuti mari itenderere munyika. So uyu mupurisa munhuwo anoona anofunga. Tingati akanganisa akangogezesa munhu mota orega kubhadhara. Please hatisi Kunana America kune mabasa kunana India tirimuZimbabwe mune 80% unemployment. Gvt, Kanzuru yatadza kucreator employment yongoda kudzingirira vanhu nemutemo wa 1980. Ngatipei vanhu nguva, hurumende yotsvaka mainvestors, yovhura makambani then mochidzinga vanhu varikusvera mumastreets nekuti vanenge vave ne Option yekuenda kubasa. Hatiti mbavha kana BOKO HARAM munyika. BOKO HARAM inokonzereswa nestress kuti Degree ndinaro, basa handina, ndoti ndigezere munhu mota ndiwane Rent ndodzingirirwa . Kusirikufa ndekupi?

  18. Moda kuti vadzigezere kupi ivo vachi lodger padzimba dzedu hatide marara vanozvizia, plus twu skoro skoro twune noise bodo, tsvo. kure uko. Otherwise tinovadeedzera Madzimai this time kana zvakaitwa neMadzibaba vasina kuzvinzwa

Comments are closed.