Newsflash:Macheso to pay $1030 to Tafadzwa

48
1329

Popular sungura musician Alick Macheso has been ordered by the court to pay a total of $1 030 for the maintenance of his second wife, Fortunate (Tafadzwa) Mapako and the couple’s two minor children after ruling that the parties unregistered marriage union still exists.

Report Charles Laiton

Harare Magistrate Tafadzwa Muvhami said according to the evidence presented in court Macheso was still customarily married to Mapako as such he was liable to maintain her until they divorced or until she passed on.

Macheso would be paying maintenance in the sum of $750 for the two children and $280 for Mapako respectively and the court ordered also ordered the parties to go for paternity tests before June 6.

48 COMMENTS

  1. Yeah its a fair judgement, cheso has to pay for his misdemeours, he behaves like Morgan Richard Chematama Tsvangirai, bt nevertheless people lets be donate blood not sperm donors like th above twins, lets go nd donate blood today folks!!!

  2. Ndopowonzwa vana ven’anga vachiti Tsvangirai apa akatizwa naLiz Macheka akundikanazve mubedroom.apa moti ane chaunga cheyiko haana dhiri samacheso anekadorawo ex waLiz anonzi ngirazi aive nedanda chairo nxa!bhora mugedhi

  3. Spiff asi wakarambwawo samacheaso anoashandisa yekwamai surname yake ndiChisale ane identity crisis manje nasister wangu fochuneti mapako anopachema chete hatijaidze mabhurandaya isu

  4. Tsvangirai anohura saMacheso because havagone bhaudhi vane tumadora apa hapana rigging kana chaunga hachishande mhani get away nesupport yenyu

  5. Tafadzwa lied that she was a doctor and had kombies. Macheso should therefore sue for fraudulent misrepresentation. Semunhu akakurira kumapurazi akati ndawana chiremba wangu and she was lying because she knew aidawo kunzwa machiremba kuti anotapira sei. Saka ifraud yakatoitika apa iyi.

  6. Viva sistren Fortunato Mapako bharanzi aida kukupa waya fifty anofunga kuti tinodhibha isu vekunyanga bhurandaya rekwaChisale rakakurira kwambuya rakukudza mutupo wamai nesurname kuti macheso isaskamu kunge Mogeni Tsvangirai

  7. Why always judge other . Are you good enough . leave people alone.. you have your own problems . Busy looking storys to talk about . leave macheso and Tsvangira alone . Pray to God to deliver them from these problems of weakness in woman .

  8. things like this happen to human beings and not to animals ,,,,,,,baba vaShero don’t let this to affect ur industry remember u have the duty to entertain people ,,,,,,,just release another song which focuses on this lady > tafadzwa

  9. Woah woah!! Don’t blow your trumpets just yet. Partenity tests are due within the next 3 weeks. Since chances are so high that Macheso might not be the father of the 2 kids, the $750 is likely going to fall away & Tafadzwa is bound to receive only her share of $280. However, Tafadzwa is also likely to receive a sentence of 6 months imprisonment if the tests prove that the 2 kids are not Sharo’s siblings hahahaha Macheso’s laugh comes last!

  10. Vanhu wanongorotomoka. Ndinoti kuna Tafadzwa zvichasangan newewo kana uchiti wakangwara. Munhukadzi anotsvaga mari nekudaro. Kuna Cheso Power uscheuka muridzo mhandu dzirikoM zvino show them kuti u’re the besto of da besto. Zvakatanga nemaRebels asi wakakunda blazo zvino awe Tafadzwa zvino wakunda. Enderera mberi blaz nechipo chako chawakapiwa namwari wako. Siyana nembwa idzo dzinohukura dzisina mazino!! Viva Cheso Powerrrrrrrrrrr!!!!!

  11. ndoochaizvo haikona mathousands anga otaurwa naTafadzwa ayo. Vakadzi ava vaurai chaivo ndoozvavanenge vachingoda chete izvozvi. asi amai kana musina chokwadi kuti vana ndevaMACHESO vese ummmmm murikunyura apa

  12. manje budget yake ichakwana sei, from 7 000 to thaza?vototsvaga vamwe 7 vekuita izvozvo kuti isvike $7000.kikkkkkkkkkkkk.

  13. Mabhurandaya aita sei takakugezerai matoilet,tikakutsvairirai ma streets mukaiti sunshine city. Takakuvakirai misha mukatiuraya nhasi moshora. Mangwana ndiwe handiti uri Joni. USA.Britain etc kana uchigona urivemberi unodei pa mubhurandaya saka uri mbavha kubira muenzi. ko vaunoti verudzi rwako vapera here.

  14. Tafadzwa actually lost. $1000 is enough for rent yekuma dale chete. Ototsvaga imba ku Fiyo.

  15. Ndafarira pa paternity test apo.

    But time time vakadzi are the worst enemies of progress. Mukadzi can build you up but they can crush you down zvine mutsindo

    Gutsikanai na mai vekumba varume. Vakafanana vanhu ava. sex is sex

  16. Remember Baba Shero coined this song, ‘Havazivose vanababa vanorera vana vemumwe murume! Inzwai tsitsi ivai neumbiridzo! Wu..wuuuuu! What is the paternity test for nhai Baba Shero? Inzwa tsitsi gomba harina mwana. Wakarumwa nechokuchera iwe.

  17. amama macheso , aifunga kuti kukwira kwaaita kuridza gita negumbo here,kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk

  18. Iyi mhuka yekwamacheso yakashaya musoro kubva pakutanga coz dai wakagara zvako nemukadzi wako wekutanga .tarisa nhasi uno wave kungoimba madhau haunyare even nemutoilet.uku ndiko kurumwa nechekuchera.

  19. Now Tafadzwa the Whore, you will have sex with another ”murondatsimba” no doubt with a contraceptive choice to protect yo US$1030. For a few days u will boast showing the order, the newspaper cuttings and internet posts to fellow fools but not long after, they will resent u for yo stupidity.

  20. considering kuti aida 7 thousand tafadzwa ndiye atoruza apa and she has proved kuti she went into a relationship na macheso 4 the money. Judge vapa mutongo uyu vaita basa kwazvo ngatisajaidza kuda kungopa vanhu cash

  21. Now Tafadzwa the Whore, you will have sex with another ”murondatsimba” no doubt with a contraceptive choice to protect yo US$1030. For a few days u will boast showing the order, the newspaper cuttings and internet posts to fellow fools but not long after, they will resent u for yo stupidity. My god.

  22. Vakuru vanoti rega zvipore akabva mukutsva,hope wave nechidzidzo chikuru kwazvo.Igaro ziva kuti mukadzi wechipiri muparadzi.Macheso wakakura tichiona ,do u still remember those days,waitambura uchidzidzira kutamba Borrowdale wakapfeka zibhutsu riya rakanga risina shape.Nhasi uno wakuziva kuti kunopfekwa point shoes pastage,mukadzi mukuru tsvee ,karamata naTafie,Kubva nhasi dzidzisa kanhu kako kuti zip inovhurirwa amai vemumba chete kwete anataFie.Tafie akakura asingazive kuti kunopfekwa kabhurukwa kaya katinoti Gee-string,hezvo wamudzidzisa ave kukumamira mumusoro.Pfungwa ngadzidhonze chikomana.

  23. Zvino tafadzwa ndazokunyararidza sure,,,,i offered you 1250 per month ukati ndoenda ku court,,,zvino court yabva yatobvisa imwe mari zvee……wasara uri mu thaza..kkkkkkkkkkk

  24. BUT THEN MACHESO HAD OFFERED 1250.00 SO HE HAS CHANGE TO SPATE NOW? TAFADZWA IS AN IDIOT AND A LOSER JUST LIKE ANYONE BERATING MACHESO FOR FALLING IN LOVE

  25. Pane nyaya. Ngavachingoita ma DNA tests acho, tione kuti Tafadzwa aihura here ari pana Macheso, kana kuti Baba Sharo vakazviita. Asi imwe nyaya inoda kuzoongororwa ndeye child abuse yekufambisa tsvimbo yaMacheso kumeso kwemwana, mumosoro zvichisanganisira panhova, nemuhuro yemwana. Zvakashata. I child abuse ichapindawo dare rayo rega, sezvo Baba Shero vakazvitaura vega kuti ndiwo marapiro avaiita nhova yemwana wavo.

  26. saka pa$1030 lawyer raTafadzwa riri kutora marii ipapo.Magistrate simply said to Macheso.Go and pay the divorce token on Saturday and come back Monday for maintainance variation.Macheso should also produce a payslip.Inodzikiswa futi.

  27. Iwe yekufambisa chombo across the infant’s head haisi nyaya.Just as good nesu taisvipirwa mishonga mukanwa nana mbuya vedu.Its a tradition.What skool of such law?

  28. One good lesson to learn from this is.Pple your first wife is real.All that follow/s is trush and they are after money.Biologically kukura kwe blamby matters no most.As pane sensa pamuromo paro not all that imaginery depth.Verengai.Kwete kuswero dyiswa zvimishonga which later cancerise you.

  29. macheso nyarara unyararise, denga rinoziva iwe, denga rinoziva iwe vangaite zvavanoda bhadhara wakanyarara, chero uchiziva denga rine nyashaiwe, rine nyasha kuziva uri doctor wenhova, zvavaita judge ndizvozvo hazvizomboitikazve chasara izuva rakewo paanouya nevana vake kunadoctor wenhova kkkkkkk paukama hwenyu

  30. And we are expected to have respect for women???? They want to be treated as equals when it suits them, bt want to be dependents almost all the time. I am yet to see a maintenance claim just for the children, the mothers should be gainfully employed( even selling tomatoes you earn an income). What is Tafadwa’s contribution towards raising the kids? These LAZY women see their pu…..ies as income generators. If she chose to walk out, then there is no need to maintain the life style she was used to, she has chosen a diiferent life style. I doubt that these kids even gobbled $750 when they were staying together.

Comments are closed.