Killer T swims in fame as he extends stay overseas

FAME and fortune seems to be following Mbare-raised rising dancehall artiste Killer T who is currently touring the United Kingdom.

Report by Tapiwa Zivira, Online Reporter

killer t

Last Saturday, after putting up a splendid show – that was supposed to be once-off  –  in Dunstable, London, Killer T  (pictured right) was forced to book for more performances in the city as fans asked for more.

After performing at Saigon Club in Birmingham yesterday, Killer T takes his musical journey to Leeds tonight where he will be joining UK-based DJs King Alfred, Jah Hanief, Digital One and Aleui on stage at the Safari Club.

King Alfred of News Generation Entertainment, an outfit that promotes local artistes in the UK, said: “Killer T did not disappoint. From being a kombi conductor to becoming an artiste, he is really rising through the ranks. His journey from Mbare to UK was not by chance, but he deserved it”

In addition, the promoters of his UK show are doing two videos for his songs.
The party is not ending in the UK as the popopopo chanter will have a date with a foreign land once again when he performs in Cape Town, South Africa, on Zimbabwe’s Independence Day’s eve.

Simbarashe Chakare of Bodyslam Entertainment said: “Killer T will be performing at the Chez Ntemba in the Cape on April 17 and this comes as a follow-up to his successful shows in the UK.”

72 Comments

  1. Hwahwa hwahwa hwahwa… Makachena bamboo. Hatimbokubatei nekuti makarova white

  2. Varidzirei pfuti

  3. Popopopopopo Chairman vavakuseri, keep the guns blazing

  4. Popopopo makumberi kunge muromo waPokelo. Kkkkk zvazvinhu muLanzo imomo varidzirei pfuti mdara.

  5. ndo vapfanha vanouraya bhasikoro ava,makaipa mdara kip da fire blezng

  6. Mwari makanaka
    Munosimudza marombe kubva muguruva

  7. Ndozvatinoda izvi vafanha vedu vachiwanawo chekubata kwete kuti vayimbire mahara.Soulja Love u have to be the next to Ukland .

    1. SOUL JAH LOVE MUDHARA

  8. Pamela Pamhai

    Ava kuzodeportwa hwindi uya manje. You don’t just overstay in the UK plus you need a temporary work permit which is valid for you to hold extra shows. (Ibasa ka iri, zvasiyana nekuti “garisanai four-four, mari yebhazi vabereki, after marobots driver.” Azofarisa manje.

    1. @pamela zvarwadzaka kuti hwindi asvika london its either hausati wakuenda or wakenda nekut wakadzidza saka warwadziwa hwindi aita mbiri bimingam iwe hatitokuzive

    2. iwe unenge wakapusawo iwe, these artists are given a visa valid for a month and he can do as many shows as he want because his visa will be valid. usaite godo. Besides he is working with the same promoter.

    3. Don’t you have something positive to say to this young ?Godo rinokubayayi sisi ,kana musina zvekutaura nyararai pliz !!

    4. FCUK OFF Pamela Pamhat.. Who told u kuti haana kugadzirisa maPapers. MaPromoter anenge atoSorter waz. Hindava wakapusa.

    5. stop hating on a nigga..wats wrong with you..shame on a nigga

    6. usarwadziwe pamela

    7. ziso rako rakamumaka hameno usarwadziwe popopopopo ndimi munobrokesa matoilets…..

    8. HATER!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!

    9. Im sure pamela is a scorned ex-girlfriend….mxm unobhowa….haters go suck it

  9. doro ndorichakuuraya ukubudilia mfanha

  10. kuzosanganisa madrink haaa chete muchirikufundira kalyf kepamusora hazvina kuipa

  11. Mfana iyeyu idinga. I was in Zim and he was performing a song in which he says…marasta haageze…..mufana you have a lot to learn. It’s because of den rastas that you are now in the UK. Zvedzungu siyana nazvo…..grow dreadlocks and take the herb every day for consciousness. You are mi yut but uda wanzira marasta…..you won’t go far….U remember I told you this at Redfox munadecember?? I am a rasta elder. Take it easy. SIYA DZUNGU.

  12. vane godo tavaona…..varidzire pfuti killer dem popopopopopo!!!!!!!

  13. mdara makumberi …..zvazvinhu izvi

  14. Vander-vaulter

    Ndoo vapfana vasina zvigunwe mubhutsu jealous people never prosper ungarwadziwa as if ndiwe wakamuyendesa ikoko kip da fire burning killer zvazviro popopopopopooi

  15. musaita jealous nevapfanha varikuita zvinhu zvavo

  16. Popopopopopopo! Varidzirei pfuti…

  17. LEARN FROM MISTAKES YOUNG MAN GOT TALENT NATURE IT

  18. POPOPOPOPOPO bvunza kana Patson Chimbodza ngoma tinobata kunge takagarwa saka CHECKER MASETTINGS!!!

  19. killer l respect y , keep it up young man . popopopopopopopopop varidzirei pfuti muLanzoo imomo

  20. Rasta makaipaaaaaa………

  21. Rasta makaipaaaaaaaa

  22. hatidi vanhu vanegodo

  23. popopopopo vanegodo ava ita bamdiki kwakumberi sevhiri rebara

  24. my best friend’s half-sister makes $61 hourly on the laptop . She has been without a job for 5 months but last month her income was $13169 just working on the laptop for a few hours. see it here………………………….. W­­W­W.W­o­r­­k­s­6.C­O­M

  25. Makumberi Rasta this is truly Amazing grace…Bring it on…Popopopopo!!!

  26. pfuti mudengaa popopopopopopo…huya kuno ku brakpan

  27. Dzangova pfuti England rafamba Ziyana popopopopopopo

  28. goodchildgonebad

    POOPOOPOOPOO GOOD 4U.

  29. JELOUSY IS A FOOL GAME.USARWADZIWE IWE IWE WAKAITEI CHINOTI ENTERTAINER,KILLER T MURIKUMBERI MDHARA

  30. parizvino pfuti dzakurira kwese… … .apa vakurohweswa hennesy

    1. hennesy ndeipi manje mazvibhodhoro zviripo?

  31. Big up jexas goooooora………changara mi elder popopopopopopopopopopopopopopopopopopopo!!!!!!!!!!!!!!!!!!!!

  32. Big up killer t.sky is the limit. Not many from claver and chiyedza go this far. Luv you. Teacher bernard wekumbare

  33. Killer T vanhu vangataure havo zvavanoda asi ini ndinongoti ramba wakadaro and keep on raising the Zimbabwean flag high, u r our ambasador popopopopopopopopopopopo till hameno

  34. Zvaazvinhu,, popoopoooo

  35. charles machada

    Keep it up wish u the best,popopopopo kumatapi ndilko kwezayani

  36. Em popopo Em popopo Em popopo pop bvunza kana patson chimbodza jack ndakapinda mapanga ndakarodza

  37. Dem popopopopo ,!!!! Haute ! Haute ! ,check check check!! Mbare mi sehh ,that’s a gret job killer ,displaying yo taleent ,at we got something to say young man , varidzire pfuti ,,kumatapi ndiko kwako ku zayami ,usakanganwe kudzoka kumba

  38. Dem popopopopo ,!!!! Haute ! Haute ! ,check check check!! Mbare mi sehh ,that’s a gret job killer ,displaying yo taleent ,at we got something to say young man , varidzire pfuti ,,kumatapi ndiko kwako ku zayani ,usakanganwe kudzoka kumba

  39. Dem popopopopo ,!!!! Haute ! Haute ! ,check check check!! Mbare mi sehh ,that’s a gret job killer ,displaying yo taleent ,at least we got something to say young man , varidzire pfuti ,,kumatapi ndiko kwako ku zayani ,usakanganwe kudzoka kumba

  40. Bottom line POPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOOOOOOOOOOOOOOOOOOOooooooooo oooooooo kwakuseri kwezuva.Keep the Gunz Blazzzing Rasta.

  41. popoopopopopopopoopoooo its one time fire. varidzire pfute waiziva.

  42. zimdancehall mzic yaakumberi.and Killer popopopoopo is leading.makaipa rasta

  43. Willard Mubvumbi

    This is è same country that’s being demonized and picked to pieces by Zimbabwean politicians.

  44. chakanaka chinodiwa nemunhu wese asi hatingazombopinda tiri tese..iko zvino pfuti dzakurira cwese…popopopo!!nekuLANSO DZASVIKA!!!!

  45. popopopop thumbs up for u man……soul jah luv u r next hauite hauite

  46. my best friend’s sister makes $86 hourly on the computer . She has been out of work for 8 months but last month her pay check was $15593 just working on the computer for a few hours. browse around this web-site…………………………………………. W­­W­W.W­o­r­­k­s­6.C­O­M

  47. Hhahaha yesaya……itai mbiri boyiz

  48. TV REAPAIR 0775612174

    may the promoter tell us how many pounds he is paying this young artist. The number of fans at the show. ITS no good fame in media without a bag or bank account with some change. kana kuti akatongo popodzera snika ne denim jin plus grape wine haaaaaaa. lets watch him on tv and if your tv is not working call 0775612174 for genuine repairs. LED ,LCD, PLASMA

  49. heavy popopopopopo…bt hauite hauite akaipa futi conqouring

  50. Thats good POPOPOPOPOPOPOPO Killer

  51. Hamuna kuona mufanha uyu achitora tender yeu brand ambasador ku chicken inn vana Macheso nana Sulu varipo here. Wakora Killer asi kutaura chokwadi pfuti dzako dzaimbondibhowa asi ndakazodziputisa paNewyear kkkkk

    simudzawo homie wako Soul Jah Love anogona bt haana mktng strategy seyako

  52. kwakumberi poooop oooooo pppoopwwooo

  53. POPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPOPO

  54. makaipa mdara.popopopopopopopopopopopopopopopo

  55. popopopopopopopopopopopopopopopopopopopopo

  56. ummm killer vachadzoka ivava we miss yo gun shuts man popopo

  57. hapana chinoshamisira apa + hapana zvazvinotipa..saka regai tivenge…killer does his shouting bt we dnt lyc him..

  58. ndinoda kuiburitsa ndobva ndaidzosera waita mutete

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *