Man dares Vice President Mujuru

PRESIDENT of the Zimbabwe Miners’ Federation, Trynos Nkomo, has challenged Vice-President Joice Mujuru to stand up in court and deny knowing him.

Report by Albert Ncube

The VP had submitted an affidavit before Gwanda magistrate Sheila Nanzombe swearing that she does not know Nkomo.

Nkomo, who is facing charges of criminal insult (impairing the dignity of the Vice-President) or alternatively lying to a public officer after he allegedly misled police about his mining operations claimed the VP knew him well.

He said he was surprised that Mujuru was denying any knowledge of him as he had invited her to officiate at the launch of the Mining Mechanisation Programme at Bunny Luck Mine in 2011.

“She knows me very well,” said Nkomo.

“If she was here I would put that across to her. Maybe when she sees my face she will remember me. I went to her office and she directed me to hand the original documents to her lawyers and all this was done with her consent and directive,” said Nkomo.

Allegations against Nkomo are that on May 27, 2013, detectives from the Minerals Unit visited Bunny Luck Mine in West Nicholson to investigate allegations that Nkomo had been illegally externalising gold.

classifieds.co.zw Ads

They requested Nkomo to produce his mining certificates and trading records with Fidelity Refiners, but he only produced photocopies saying the original documents were with Mujuru with whom he claimed to be in business partnership.

However, further investigations revealed that Mujuru had nothing to do with Nkomo’s mining operations, leading to his arrest.

In an affidavit produced in court, Mujuru denied knowing him adding that “such utterances by Nkomo are malicious and tend to demean the status of the Vice-President”.

Nkomo denies the charges arguing he informed the detectives that the originals were with Mujuru’s lawyers and not the Vice-President herself.

He, however, refused to divulge the lawyers’ names saying he may have to consult with the Vice-President first.

He was remanded out of custody to October 14.

Blessing Gundani appeared for the State while Thompson Mabhikwa of Mabhikwa and Partners represented Nkomo.

40 Comments

  1. zvakaoma , ko makuramba vamwe venyu sei

  2. Pamwe Trynos Nkomo anozivana neveMDC ndivo vanemapepa ake.

    1. MDC yaita sei nhai benzi mupengo. Siya MDC imboita nurse its wounds. Kikikiki.

  3. this man is a blatant lier, he keeps changing his statements, he was trying to name drop but it failed

  4. Teurai Ropa Nhongo ndi Vice-President wedu pakudiyi? Akaita hu kapenda here sevana Simon Muzenda na Joseph Msika vakaitwa ma vice-president nekuti vakaita hu kapenda? Handione achikodzera kuve vice-president wedu isu vanhu vakachenjera. She is just a primary school droput from the north east. Haakwane kuve vice-president wedu. Akango pihwa chigaro nekuti murume wake aive Rex Nhongo otherwise hapana zviripo.

    1. even Tsvangirai wako is a primary school dropout. tarisa pa BBC news then go to zim leaders profile uzvionere woga.

      1. pondai – Handisi wa Tsvangirai. kana ndati Teurai i dropout hazvibva zvareva kuti ndiri wa Tsvangirai. Hu drop out hwa Teurai hauneyi na Tsvangirai. Tsvangirai haasi Vice-President we nyika. Unorwara. Wakadyiswa ne ZanuPF. Benzi

        1. @charles v, chinonzi kuenda kuchikoro chii, mai Muguru stopped going to school nokuti akanga aenda kunosunungura iwe kuti udzidze zvino iwe wairova maticha nerekeni, history yenyika yako hauizive. a lot of people stopped going to school for a purpose uridununu remunhu. after the war they cintinued with their studies .

          1. mdctsvangs what eva yo name is yu a e pregnant male cocroach,yo reasonig capacity is far beyond recognition,a highly developed form of idiocy katsi,wauri kuty vice president mai Muguru ndiani? vanonzi mai Mujuru,dutu remunhu

        2. wat has being a dropout from the north east to do wth her.iwe where are you from uye wat do you have to show for where you come from.Nxaaaaa

    2. Charles, my dear colleague. If you don’t have facts and figures about people please I beg, do not expose yourself. I know mai Mujuru has been undertaking studies at UZ evening school where she did her secondary and further took studies with Women University so did Chamisa and now has a masters. Kana unenungo don’t think everyone is like you.

      1. piri piri – Teuri Ropa akatiza chikoro ku Mt Darwin akaenda ku Mozambique in her early teens – that is the the clearest definition of a primary school drop out. Zvawakutaura zvana UZ evening school kunyara kuti akatiza chikoro. Zvino unoti iyo UZ ingati Ah! va vice-president apa maresva? Kana Teurai aitadza mudzidzisi anongo maka correct. Vakangwara vana Mugabe vakatanga vafunda first ndokufurira zvituta zvakaita sana Teurai kuti endi munorwira nyika ivo vana Mgabe vachida hukuru chete. Icho ndicho chokwadi. Wave kubata zva Chamisa – zvineyi nehu drop out hwa Teurai Ropa? Benzi.

        1. kikikikikikiki Chale wakazvipengera iwe, sando dzako

    3. Iwe ukwane. Why is your mind filled with such hatred. Mai Mujuru vaienda kuchikoro imi muchizvitutumadza zvenhando. F,Y.I Shez degreed. Tsvaga Jehovha achawanikwa

    4. Teurayi Ropa Nhongo shot down an attacking enemy-helicopter during the liberation struggle that your likes don’t want to hear about. I am sure such an act impacted very negatively on enemy morale and military budget so don’t ignorantly under-rate this gallant fighter of our liberation struggle.

      1. Rwizi – lying filthy scum. Shot enemy helicopter? Filthy lies you idiot.

    5. She has a degree baba kana musinga zivi dzidziswai.

  5. Charles ndiwe wega wakatozvipengerawo zvako! Sando dzako uchirimupenyu mwanawe! Ma1 ende wandipedza. You have made my day.

  6. There is no smoke without fire.

  7. Chegorerino ngoda dziya zvadziva another Willouvale

  8. the truth is there, but its unfortunate that most of us will never know it. Even if we know it, there is nothing we could do about it. Somethings are best if left alone.

  9. Teurai Ropa Nhongo aka as Joice Mujuru akatiza primary school ku Mt Darwin kuma late 1970s achienda ku Mozambique. Iyo ndiyo definition ya school drop out. Teurai akange ari Juvenile delinquent – tsvuwura muromo kana kuti mambara. Vabereki vakamutuma kuenda kuchikoro iye avekutizira ku Mozambique. Vaka chenjera sana Mugabe vakatanga vafunda first – pavakona kuti vapedza ndopavakatanga kufurira zvituta kuti ngatirwire nyika kuti ivo vaite ma leader. Zvino vana Teurai vapedza ne zve hondo vakaona kuti chikoro chavakatiza chinotodi, vave kuenda kuma night school, vamwe vanoiti “evening school”, kuedza kugadzirisa. Zvino ndatadzeyi kuti Teurai Ropa i school drop out? Ndini here ndakamuti atize chikoro?

    1. Paneinwe sentence iripazasi ndangandichida kuti “Zvino vana Teurai vakati vapedza ne zve hondo vakaona kuti chikoro chavakatiza chinotodiwa, vave kuenda kuma night school, vamwe vanoiti “evening school”, kuedza kugadzirisa.”

  10. primary skul drop out 2 VP ndiye championka. viva cde Chinoz futi

  11. mascandal amai ava akawandisa bvunzai ana zisco angova makuva,kwachiadzwa mai yakasiya mbiri iyi..gororo remakoko

    1. waona iwe kwete zvana chars kungwarira pa q se…………..

  12. Kikiki….zvakaoma. @ Charles V, shhh…madii kutaurira pasi munonzwikwa.

  13. Nhaiwe Charle. Ko zvekuva school dropout zvapinda papi. Asi uri mumwe waNkomo uri kunyepera kuti uri kuita bussiness partnership. Ndiwe zidofo ziguru watadza kubata point. Chupeti chimweya cheruvengo unenge mwana wepabarika.

    1. Munazvo – Teurai Ropa ndi vice-president wemunyika yandakazvarirwa. Ndino mutsoropodza hupenyu hwake pese pese pandinowona zita rake mu nhau dzenyika nekuti anechigaro chikuru mu nyika yandakazvarirwa. Kana iwe Munazvo naiye Teurai musingade kutsoropodzwa regerayi zve matongerwo enyika munyika yedu. Pane nyaya apa saka ini ndiri kuongorora kuti wacho Teurai munhu rudziyi. Urikureva kuti munhu wese anyora comment pano i business partner ya Nkomo here? You are very stupid. Urikutaura neburi riri pakati pemagaro.

  14. @charlesV, ko iwe kana usina kuita dropout kucreche hameno. Teurayi akarwa hondo, arikutotonga and chikoro chacho akawedzera zvine mutinhimira. Iwe uchine rekuti i dropout. Doforest redununu saTswangirai anonyengedzwa ne doctorate iye asina kana junior certified education. Mburu yemunhu.

    1. Chingara – asiwo iwe hauwone kuti kupusa kwakadiyi ikoko kutiza chikoro kuenda ku Mozambique only to realise that you still need to have a sound education in the modern world to be able to get around. Urikuedza kuti ndisataure kuti Teurai i primary school drop out. Ko ndini here ndakati atize chikoro? Akazvitizira chikoro chawoma. Handizive kuti Tsvangirai akasvika papi asindinonzwa kuti akaita Form 4 kubva awana basa ku Mutare Paperboard sa mashini opareta (machine operator). Ini ndiri kutaura nezva Teurai Ropa iwe wave kutaura nezva Tsvangirai – handisi kutaura nezva Tsvangirai ini – my target is Teurai Ropa the primary school drop out, whether she is fit to be our vice-president and her capability to take over in future as president.
      Musoro wakazara donje.

  15. Iwe Charles unodhuva nzeve dzine mhino mhani unoshoropodza munhu kuti haana kudzidza iwe wakadzidzepi. Munonyanya godo machinja. You have to comment nyaya not munhu saka wakadzidzepi wakanyora comprehension here kana ndiwe waingorara negotsi rinoboora pillow mhazha ichipopota

  16. Guys you know what…tine problem hombe muZim,yokuti we don’t hold our leaders accountable for their actions.Ini ndikashoropodza VaMugabe ndobva ndanzi hoyo muchinja..ndikashoropodza VaTsvangirai ndobva ndanzi hoyo munhu weZanu.Instead of focusing on the issue iri mudariro,tinotopedzisira tava kuattacker personality.Saka tichiitwa yese yese muno munyika.I think we need to afford one another a room to question our leaders whenever we hear they are involved in showdy dealings not meaning kuti tatovabata nenyaya…but kuti ivo vave honest kunyika yavanotungamira.Saka tikamhanya kuvadefender mangwana tinonyara…kungoti ndizvo zvatiriwo…it’s a weakness iri mumaZimbos and politicians tend to exploit it to their advantage…nokuti vanoziva kuti mafools aya will rush to their defence…it the end of the day kunyangwe uine phd…mai Mujuru kana Mugabe kana Tsvangirai vaine magrade seven certificates…vanotoseka vachiti…hawo madununu aya atanga…

  17. chokwadi musachiramba vakomana.anoti Teurai ropa idofo munhu we MDCT uye anoti akadzidza munhu wemusangano we Zanu pf. ngatidzidzei kubatisana zviri genuine ma comrades, tisanzvengana mu one room.But if u insist Mujuru is not educated,ndaikumbirawo kana pane ane photocopy yemapepa edzidzo a mukoma Richard Tsvangirai ndiaonewo.ndipei even the fake one kana achibatika.nyaya yefundo iyi yamatanga inotivhurisa Pandora box riya rema Greek.

  18. Joyce must learn to be a responsible sugar-mummy by separating state duties from her libidinous enterprises.

  19. charles. chero ukatuka sei takatohwina hazvichachinji. ur a an etenal opposition vet.

  20. w a civlised,lets nt insult othrs,let us rspect elders edctd or nt,w a pple we belong to god

  21. Charles hapana kana chaurikutaura apa.Dofo ndiwe zvinongooneka nemaitiro.Atanga nhasi kuve V President?Ok iwe hausi dofo hauna kudropper chikoro wakaita 4 year pa Varsity, ukapasa and where are you nw.There is a difference btween udofo and school drop out.Iwe wakapedza but uridofo iye akadropper but ndi V President.Mikana inosiyana shamwari ungataura ukadii that doesnt change anything.With the way you are commenting , it shows kuti hauna chaurikuita iwe coz dai chikoro chako chaurikurotomoka nacho chakakuvhura pfungwa to at least do something meaningful in lefe dai uri busy usina tym yese iyi yaurikutambisa.Unoswera pamabridge kumaraini uchinyora nonsense asi drop out arikumhanya nebhora.Dont expose yourself mhani.hauna kukwana Charisi V….

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *