BBA’s Elikem arrives

Big Brother Africa (BBA) The Chase finalist, Elikem Kumordzie has arrived in Zimbabwe and was welcomed at the airport by a beaming girlfriend, Pokello Nare and local fans at the Harare International Airport at midday today.

 

Photo by Hardlife Samuwi
Photo by Hardlife Samuwi

Melissa Mpofu

The Ghanaian hunk who charmed Stunner’s former girlfriend’s heart introduced Pokello to his mother after the BBA finale in South Africa.

pokello

Photo by Hardlife Samuwi
Photo by Hardlife Samuwi

At the airport tape measures were the ‘in thing’ as most fans had them around their necks in acknowledgment of Elikem’s profession as a tailor.

elikem3

Fans were all in caps branded Polikem (Pokello+Elikem) and some were holding banners branded ‘Welcome Elikem’ and ‘Our mukwasha (son–in–law)’.

elikem8

Upon arrival, Hovhorosi Style designers handed Elikem one of their overalls with President Robert Mugabe’s signature and he quickly changed into the overalls.

elikem2

47 Comments

  1. Chaporomoka Chamukwenjere

    Iyi Hovhorisi style inowanikwa kupiko iyi. Ndoidawo

  2. Mukwasha haasi munhu akaroora here ?

    1. Exactly! Munhu asina kumbobvisa kana gaba zvaro haangambonzi mukuwasha (note spelling, unlike vanotadza nekunyora kwese).
      Iri bango rinonzi Elikem rikasapa munhu hutachiwona ndiro richatobva kuZim riine imwe siki inotyisa…..iya inobuda ma-butterfly munhu achiweta.
      Stunner akati zii zvake anozviziva kuti zvinhu izvi zvinonaka uchakwatura. Kana zvapera, zvpaera. Nechemumwoyo unongoti aa, ndakapona, chandichada chii?
      Uku hama dzake pornelo dzinotii nematuzvi akadai? Mukuwasha munhu aneruremekedzo, anoremekedzawo mhuri yemusikana. but ivo vanhu vacho vachiri vacharemekedzwa here kana vakapa greenlight kune video yemwana wavo achiita hunhubu?

      1. , dats wat I wud lke tu call lack of pride,,haters we need em poki dnt worry

        1. Learn how to speak and write like a civilized human being – then you can have pride.

      2. hako iwe ndomatuzvi chaiwo iwaya. kupa green light kuchipfambi chemwana wavo chokwadi. ipapa achapihwa room orara achikwira mwana wavo futi mumba mavo shame on this family. seems mumhuri umu hamuna baba or mai vacho is a single mum becos ndomatuzvi chaiwo aya.

  3. Hovhorosi style ndizvo give us your numbers.

  4. tafara mukwasha wedu auya .mamutambira seunononga kana kuti fongo

  5. I overalls yakhona ngiyibona kuma rally kuphela,but o herald bathi iku demand ngaphi kwelizwe

  6. We love thePOLIKEM.Garai pasi muronge hupenyu hunodadisa sekudadisa kwamaita uku.Aiwa tokushuwirai happy family!!!!!!!!!!!!.

  7. Big up elikem

  8. hovhorosi style yakabatana

  9. editor please give us news not this rubbish.

  10. Kuona munhu otsvaga tera[tailor] ku Ghana zvinoreva kuti muZimbabwe hamuna suitable suitors. Ma face machepa seZimdollar kkkkk. At least there is less juju in Ghana! Dai kuri kuNigeria? Muchinda uyu akarova chikumba asina shutas akatorwa moyo! Wish the couple all the best in sickness and in death! Chirungu chinondinetsa magents.

  11. BBA is just a mindless program about promiscuity, dishonesty and drama. It allows bored people to live a fantasy life. It’s a joke to serious people, we don’t have time to waste idolizing foolish people and following the moves of brainless entertainers.

  12. awuya kuzokwira munhu , kufambira be*he kubva kughana aaah Yaa

  13. Welcome to real life. This is no more a reality show.
    Shuwa kukwirira ndege gam*i chairo nekuzara kwavakaita kughana.
    Ndofunga mfana akangopuwa nzwisa akati kashe ndinopedzisa.
    Rubbish mhan. Mkwasha my foot.

    1. jerasi chete kupera
      pollikem for life….

  14. Taura hako xyz

  15. Imi vanakomana muchinyanyawo. Munonyadzisa. Shuwa munhu angatorwa moyo ne’off layer’ riri over 2 000km away achisiya ma’broiler’ akangoti tii kuGhana! Shame sitereki.

  16. Sanitizing prostitution. Hey madoda kunzima.

  17. Some of you write so much filth coz you are jealous. Just shut up if got nothing to say.

  18. Dzazobvi hovhorosi idzi nhai chikwambo here?

  19. tamirira video nyowani inonzi polikem porn

  20. Uyu muface uyu maspots eblack ari kumeso nemaoko zvatirikuonawo zvisina kuvharwa izvo mukati imi pautano chaipo ndikwaye iyeyu. Vanhu muchatsigira zvimwe imi. Kana ari mukwasha mukwasha wekwaNare kwete zimbabwe tikwanirei imi, tigonzwa kti madya cent zvaro rekusona kwaanoita hamulumi ndimi matouya kutodyiwa izvozvi. Apo baba vepfambi iyo zvekudyawo fuma zvakona sorry henyu. Hameno pamwe muchadharwawo!!!

  21. Sorry desmond a.k.a stunner , u a’nt no timu hombe u are just a punk. That jungle golilla from GAHNA is the real TIMU HOMBE.

    1. wax kunyangwe ukadaro pokelo akakwirwa nastunner chete he is still a shark

  22. I have been to Ghana several times, I must say Ghana has some of the ugliest babies on the continent – black and stocky. This guy obviously knows he has got a prized catch. And chic doesn’t even know her value, she believes its the other way round..,,, lol

  23. Nemazuva ekupedzisira vanhu vachafarira chifambi…Muchawona zvisionekwi zivai kuti kuguma kwave pedyo….Tendeukai hama dzangu Jesu anouya.

  24. Chikomana ichi chinovata chichitamaba sounononga nhasi chiripamusoro.

  25. This is not the way to do it. Hovhorosi iDecent wear here? Why vanhu vachingozo manya kuCelebrater zvimwe zvinhu zvisingaiti. Tinoda kuvona Mukuwasha akapfeka zvatsiga, haikona kumupa hovhorosi!!

  26. Munhu anonzi mukuwasha munhu anenge akabvisa pfuma kana kuti roora.. Izvi ndezvekubika mapoto kana kuti chipfambi chavatete.

  27. Elikem is clever, he is just a tourist here plus a bonus of sleeping with our sister after that he is gone for good.

  28. who cares,learn to mind yr own bsnss

  29. whr z stunner? Kkk

  30. stunner z nw stunned

  31. Zvekupenga izvi

  32. Porkello anopa ga..* akomana.Remembe she has a son with another guy and Stannar akatema heavy now Mha..* iyi frm Ghana is boking her.Amana God have Mercy.Ha ndakutya Pornello.

  33. DSTv Africa…i beg you ooooh..Is there a way you can remove this BBA shit and replace with another meaningful channel…I cant watch this shit…

  34. White People in RSA

    We own DStv (MultiChoice) – plus we own all of the sattelites in space.

    Thanks for all the millions of dollars my African brothers and sisters!

  35. Thobela…

    Eish nna ke maswabi…ngoaninyana yo o re loka batho…

    Tjoe!

  36. Well done POLIKEM. Dont mind them haters. They will just hate while you are moving on with your love and life. This country is so full of mbwende. Mukusvotwaka nekuti kwauya gamba. Tuda kutomuisa pa heroes acre sa tete vake sally. zvake zvaita so imi busy hating.

  37. mmmmhhh team dzacho dzakanotambira kungotarisa kana vasikana vakatorwa mafotoz naye elikem ha I team chaiyo hoto dzinobaisa izvi zvirikufarirwa ne hoto where are decent hard working professional ladies sure. And press why you following this hatitenge bepa nazvo izvi. I have had to buy another paper coz your headlines will be wack like this. we want real news from the heart of our mother land Zimbabwe pliiiiiiiiiiz we not haters hatinei naye pornello that’s why we don’t even want the news maybe wait for a wedding or something then publish that good deed totiwo ah Inga zvabhadhara. izvi zvekuti mukomana auya kuzoona musikana wake haa wats that sirai H-metro remember your paper attracts wider readers of professional back ground.

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *